Olinda wawanavo vakukunda pachitsotsi ka wakutaurisaOlinda mhata yako, you are one of those people who are defrauding vulnerable zimboz ..Please shut upIwee unei nazvo. Very very Jelousy . Zve Barika rako revaRume vako Taitana na Stana wambozvipedza here???Shut up mbavha iwe,iwe wakaitei nemari dzekuba idzodzo apa uchikungolodger,kumba hauna kana chirugu .mota ndeyechikwereti. Basa rekutenga poda nekuchekesa nyama shit.hauna zvaunoziva.😆 now you’re hating cause your license yakatorwa. You were one of the people aibira vanhu I blame akatanga kuratidza vamwe masponsor kuti we can make money out of the CoS ...pane akatanga nazvo zvekutengesa izvi ma5000 , ma6000.ma40
HOPE CAN’T BE STOLEN…The devil does not come except to steal, and to kill, and to destroy. I have come that they may have life, and that they may have it more abundantly. John 10:10 Jesus Christ is our hope of glory.#Godisinit Keep strong! Blessed Sabbath beloved!Way forward, we have all the scriptures but we need a MAP 🤗Chamisa I like you,support you but these scriptures alone will never ever remove Zanu pf, word
Good evening Mr Mugabe. I might have had my issues with the old man, but you I respect. You are principled. Yes, akatipa Zvimba yese😜......at least he's trying to correct his father's mistake.Principled my foot? This one is just too busy chowing money looted by his father otherwise very soon you will see him frequenting Mnangagwa rallies. I always see him here in South Africa Sandton spending money like nobody's business 🥲You're full of it , you sure like starring the pot, don't you realize how untoward/antagonistic the Mugabes would have appeared if they didn't show up.
Tallyn Replying Bee Wezhira "Taura Hako ungati ndivo vanorara newe or vakakuroora or vanokuchengereta mwana😢 or vakakuroya" Nyaya yekungoti munhu sei usina nhumbu, woda kuita nhumbu riini, why Zimbabweans. Maplans anosiyana, ok ko kana munhu achitodawo but Mwari vachiti uchazoita pamberi apo. Ngatifungei tisati tangonyora veduweee people go thru a lot. Chero ndikasava ini but pauchada kuzvitaura kune umwe munhu tanga wafungawo. Every pic, ko iwe hauna mimba nanhasi aah guys😭
Nyaya yekungoti munhu sei usina nhumbu, woda kuita nhumbu riini, why Zimbabweans. Maplans anosiyana, ok ko kana munhu achitodawo but Mwari vachiti uchazoita pamberi apo. Ngatifungei tisati tangonyora veduweee people go thru a lot. Chero ndikasava ini but pauchada kuzvitaura kune umwe munhu tanga wafungawo. Every pic, ko iwe hauna mimba nanhasi aah guys😭 Unotoona umwe achishinga kunyora kuti asi uri ngomwa usingaiti mimba nanhasi, like seriously here guys veduwee. Unombot ndimupindure here, ndimubloke here ,Ko kana munhu ane mafibroids anoda kumbotanga abviswa mudumbu, ko kana ane chirwere chinoda kumbotanga chapora first.
Giving credit where its due. Great Performance by my brother in music at Jah Prayzah 🔥🔥🔥. 📷 credit : Sharon Rudoe Mumvumi Stay positive my dear,and proclaim positivity though the environment might seem negativeJah Prayzah kumuvenga kupedza nguva cause the guy is busy making big money while some dis him. Everyone supports were his bread is buttered, that's the normal way of life. The guy is one of the greatest right now in Zim music industry and we can't deny it cause his success is evidence. Jah mudhara and respect to all Zim artists who are also riding high in the industry. One loveSandra Ndebele keep at it!Jah Prayzah kept practicing and he is now way ah
Chamisa anoziva zvaari kuita musiyei anyarare. Ko Zanu makahwinha murikutarisirei munhu aşina kuhwinha başa ndere kungoti Zanu this Zanu that, kusvika makutaura muchiti Zimbabwe this Zimbabwe that tinenge tava paşame page KO murikuti Chamisa Chamisa arikunonokei endesai nyika Mberi matomu munawo, hee ariku waster time time yaaniko yake hake... Itai yamuri kuita musiyei aWaste time yake plus kana makahwinha Re-do munotyei hanty munongohwinha kana muchidiwa Chazvakanakira Chamisa haasi kutambura hake arikutoda kubatsira isu ndipo paunonzwa rimwe zimunhu rinotori nenhamo dzaro ranzwa kuvata mukitchen kunge ndiro hanzi saka muchaita c
But maiguru vaimbozvibata huyanga. She just did a 360, hence jnr akuda kuvakwanisa kwanisa pamapicture. You can tell he is proud of her. Pokie Ari akawanda pakuchena, maiguru vakawanda parunako. Hands down Leya is way prettier than pokie Emerson Junior Wife Was Looking elegant ku Inauguration 😍
Hey guys I hope you're good,I was happy to see some of you at the Agricultural Show.I would like to thank you all for this unwavering support & the love you show me honestly I'm in awe. I would like to extend my gratitude for the support you are giving me in my new found business.I heard after the live many bags were purchased and im forever thankful.Those who bought previously thank you for your support.To those who can't afford to buy just your prayers and support is enough for me thank you. I will never justify myself for what I did that led me here all i can do is to apologise to everyone i wronged.People i owe in ou
Hey guys I hope you're good,I was happy to see some of you at the Agricultural Show.I would like to thank you all for this unwavering support & the love you show me honestly I'm in awe.I would like to extend my gratitude for the support you are giving me in my new found business.I heard after the live many bags were purchased and im forever thankful.Those who bought previously thank you for your support.To those who can't afford to buy just your prayers and support is enough for me thank you. I will never justify myself for what I did that led me here all i can do is to apologise to everyone i wronged.People i owe in our groups, im truly sorry you know I was there to empower you not to let you down.Some of you have houses