News

September 21, 2023

Fungisai Vanhu Munonditi Ndinopenga Ndinoshaya Hunhu Ndezvechisatanist Ndinopfeka Zvandinoda Hamundimise Mazimbabwean

Hearts for my shoes please……😅When looking at my shoes choice today. Vamwe vanoti Kusakwana, vamwe voti Kupenga, others, Kushaya hunhu, Vamwewo voti Kushaya Mweya Mutsvene. But ndozvinenge zvirikutoitika mumusoro mangu izvozvo. Mukatobvisa kakupenga ikako hapasisina that creativity which is unique to me.😂😂😂 Every artist has that degree of madness.           Tinozongosiyana ma levels acho kuti vamwe ndiana Baba Harare vamwewo ana Madam Boss , ini Ndini so zvichingoenderana nechiero one Got from akatisika. Some of us we didn’t choose, we just came into the world swimming up river against all odds. DNA inenge ichitoramba kuita zviri normal. 😂😂           The world system i

September 21, 2023

Fungisai Zvakavepano Oti Anonditi Chembere Handidi Chembere Ndiana Mbuya Venyu

So I got to college today and this is the greeting I got from my classmates who are half my age, “Machembere Manyama” 😂😂😂😂🤣🤣🤣 God!       I laughed out ndikati Machembere ndianambuya venyu!😡🤬😂😂😂😂😂. I love how i connect with this generation. They treat me like I was their peer. Indeed I am blessed

September 17, 2023

Brooke-Bruk Jackson Was Crowned Miss Universe Zimbabwe

Brooke-Bruk Jackson was crowned Miss Universe Zimbabwe last night. She will represent the country at the 72nd Miss Universe pageant to be held in El Salvador on the 18th of November.         Amanda Mpofu was named first runner up while Nokutenda Marumbwa was crowned second.Noku was the first runner-up,.The winner was well deserving ,all her outfits were on point and she responded her question spot on . Congratulations

September 17, 2023

Fifi Wamaitt Varikujeri Akapfeka Wig Ya Ketina Yakasara Pane Dzakapiswa Namai Vake Mwana Webenzi Haana Mufaro

Sisi Fifi vakachena Mwana webenzi haana mufaro anondinzwisa tsits mwana uyu 🥰💕       She is so beautiful ❤️❤️❤️❤️wig inenge yaKetinah bedzi dai airasa haizi yezera rake mwana.         Anopisa shem dai moto wacho ukasamupisa❣️❣️❣️❣️May the lord protect her makava ,mashurugwi eish

September 15, 2023

Meet Zimbabwe’s Minister of Industry And Commerce Sithembiso Nyoni 74 28 Years Ari Minister Nyika Iyi Haife Yakanaka

Meet Zimbabwe’s Minister of Industry and Commerce, Sithembiso Nyoni.       She is 74 years old, and she has been a minister since 1995, twenty eight years ago.       A person who was born when she first became Minister finished university and now has children.         The only 2 other people who have been in cabinet before her who are still in cabinet are Emmerson Mnangagwa and Foreign Affairs Minister, Fredrick Shava.         Zimbabwe will truly get new ideas from Minister Sithembiso Nyoni.     The tragedy about Zimbabwe is that there are some adults who actually said “congratulations” to her on this tragic appointment!  

September 15, 2023

Meet Zimbabwe’s Minister of Public Service, Labour and Social Welfare July Moyo 73 Munhu Akonofa Vision 2030

Meet Zimbabwe’s Minister of Public Service, Labour and Social Welfare, July Moyo. He is 73 years of age.         He was Minister of Public Service, Labour and Social Welfare in 2000, twenty three years ago. Today he is back in that position.         And many Zimbabweans wonder why their country is not going anywhere!   The tragedy is that there are adult Zimbabweans who actually congratulated him.         #HowZanupfUnderdeveloped ZimbabweHe was 50, by then able to deliver, but he failed to,, how can he do that now when he's already struggling to get up from his bed,, painful back, joints, high blood pressure, etc, haaa zvakaoma 😭😭    

September 13, 2023

Olinda Chapel Ofumura Ma Sponsor Eku UK Varikubiira Vanhu Mari Dzema COS

Olinda Chapel Kufumura Masponsor Eku UK Varikubiira Vanhu 6000 Kutengesa Basa COS Amurikupiwa Ma5 Years Hazvisi Kushanda Zvakaoma       Olinda Chapel V11 & Kufumura Ndirikuziva Vakavharirwa Macompanies Awo Immigration Irikufamba Muma Companies Aya Vanhu Vema COS Varikutoita Move Back Kuzim Nemari Dzenyu

September 13, 2023

Nelson Chamisa Achidya Beans Uyu Ndiye President Wevanhu

Mukomana achirova beans😁President akadaro shuwaIs humble than munangwagwa anedehwe risingadaire mafuta😂😂😂         Zvinoratidza rudo nevanhu zvese nenyika yacho hpana munhu asina basa my president you're blessed my God bless you in all what ever you do, we love you ZimbabwensNdozvinoratidza kuti anoziva utano.             Idyai nyama imimi mukuvare necholestrolZvino mukati achirova beans todzoka tofunga beans dziya dzinenge beans nekuti beans chaidzo hadziroveke nekuti hadzisi beansKkkk majaira mapresident vanoda kudya zvakanaka vachiguta ivo nevana vavo ,vasingawadzani neruzhinji ,         Ndozvimwe zvinotiruzisa izvi aifanirwa kungohwandawo, munoti Mnang

September 13, 2023

Mafans Not Happy Mana Vee Mhosva Obata Kuruka Dzabu Musoro Ndokudii Mwana Ikoko

Kkkk dzabu karikuitwei weduwee ka muri kurwadzisa muroora weduPliz uyu mwana ndewedu isusu vanhu vekukaroi mukaramba muchidai tomutora 🤣🤣🤣🤣           Madam Boss you have been arrested for abusing dzabu's hair .. you are allowed to remain silent cz everything you say will be used against you in court🔨🔨Vhudzi rekuzvarwa naro rinoda kutanga ragerwa rozobuda rakanaka.         Ini ndongoti rukai henyu white Dzabu wedu boss baby wedu❤️Kkkk the gift of friendship Mama Vee & Madam Boss ❤️

September 13, 2023

Mutare People Havazi Kumuda Vanoda Regai Tsunga Misheck Mugadza Minister Of State Manicaland Province Otenda VaMnangagwa

I am honored and extremely humbled to have been appointed as the Minister of State for Provincial Affairs and Devolution Manicaland Province . I would like to express my heartfelt gratitude to His Excellency, Dr.           Emmerson Dambudzo Mnangagwa for entrusting me with this important responsibility.l have accepted the appointment with humility. I would also like to thank the people of Mutasa South Constituency and Manicaland as a whole for their continous prayers, support and pivotal encouragement.           This is an Allotment of time with a conglomeration of opportunities and an assortment of positive possibilities to build, construct and develop Manicaland Province and Zimbabwe at large.  

5 6 7 8 9