Ketina Reporting Wasu Asingiswa Na Mai TT Hanzi Akandibira

Muchachilo wosungisa wasu nhasi kwayi wasu akaba!

Full story later! Evil kamuchacha why kupinda ku nyaya yekusalon kwaishanda wasu kambwa

Live today 7pm uk time ku Ketty Masomera fitness page ndodzifambira daily kusvika kapetwa!! Kutaura kuno wasu ari ku Milton park kumapurisa kamuchacha Fokofu! Kanhu Kane utsinye kasina thank you! Kutambisa mapurisa nhova kachisungisa VANHU 20 per week gongomutoto!!

 

 

 

  • Share: