Chamisa anoziva zvaari kuita musiyei anyarare. Ko Zanu makahwinha murikutarisirei munhu aşina kuhwinha başa ndere kungoti Zanu this Zanu that, kusvika makutaura muchiti Zimbabwe this Zimbabwe that tinenge tava paşame page
KO murikuti Chamisa Chamisa arikunonokei endesai nyika Mberi matomu munawo, hee ariku waster time time yaaniko yake hake...
Itai yamuri kuita musiyei aWaste time yake plus kana makahwinha Re-do munotyei hanty munongohwinha kana muchidiwa
Chazvakanakira Chamisa haasi kutambura hake arikutoda kubatsira isu ndipo paunonzwa rimwe zimunhu rinotori nenhamo dzaro ranzwa kuvata mukitchen kunge ndiro hanzi saka muchaita cyVarikuti chamisa akangonyara zvinzwirei zviri kuitika kuback door izvo
Tiri kufamba chinyararire
Famba Nero fambaLong ago video haro but chamisa knows wat he is doing hake imbomirai kumushora🙌