Homwe yemadzitateguru Tatelicious Karikagambe tomuti chiiko Sisi bhudhi ,mai baba really we are confused ,His or her fans were asking her kuti Mwana wake Tanya anomudaidxa achiti chii iye azongoti anoti baba vanopfeka madress and vane mazamu. Tatelicious today was showing love to the love of his life Teclar she said"baby mama vehomwe beautiful 😍 kamunhu kanonaka aka. Love you always
Nyaya yanetsa for a very long-time yaMadam boss na Pirikisi Zuvas X boyfriend,it looks like Zuva urban tete is not giving up anytime soon ,she claims nyaya ye sextap is true and zvichabuda hazvo even vakabhadhara vanhu or kuda kundiuraya. But ma die hard fans a madam boss they still believe in their celebrity aka role model mumwe ndiye anyora " Zuva I don't blame Pirikisi waida adii pakadai 🤣🤣🤣🤣iwe une tukumbo tunenge twehurekure.Madam boss is better than you usarwadziwe.
Tytan apfekedzwa Juzi Ra olinda vachienda ku Show ya Davido mushure mekunge akapfekedzwa zve baby wear ye pink 💗 and flowers 💐 musi we Birthday rake,izvi zvinova zvapa hasha ma fans Tytan Nkomo. Why tytan akungoitwa yese yese nemukadzi he is a great artist he must stand up as a man sometimes and say no even kana aching atengerwa hembe dzacho or kufoswa kunzi pfeka .chasara kupfekedzwa baby feeder I Tatelicious voice.
Kuita celebrity kuZimbabwe ma1 ini hangu I blame Zanupf Sure whole celebrities kuno gara murefugee camp vachiitwa veranda kune dzimwe nyikaa nezera racho especially Zuva munhu akuita 40years mbuya vevazukuru kutangana nerefugee zvinoda uchiri pwere yaa ndokukundikana nelife . "Munyiri ati kuna zuva "mese muri kurefugee camp skweeya Zuva bvunza Tatehow its done and also why uchiri kushandisa habani iwe wakaita divorce party 🥳
When we all think kuti hondo ya ketty na Cookie yapera it seems like ichiripo and not stopping anytime soon kohazvipere here,they used to be good friends wani. Anyway Ketty write "kune vaya vaiti vanoda kundimamisa ndakudzoka mukauya pa Dublin Airport mangwana na4 munondiona murove mupedze shungu but Garai mauya muchiziva handina defeat mazino anogona kungosara ipapo.
Madam boss voudza mafans avo and all people "Nhasi ndakatsamwa musandi denied kana kunditsiura nhaika I will block you wetha uri wekukama ,shamwari or mutorwa 🤣🤣🤣 Lastly writing the late Ginimbis statement my life your TV Majaira kuti wow wo kune vamwe muchitadza kuitirawo inini ,maybe varikuda malobe nemalikes who knows kana kuradio ignoring wowo Rihana bumb kureva nhumbu but hamusi kundiitirawo.
Prophet advocate Joshua PMIC vooneswa pamweya kuti pokello will end up like Mary Chiwengwa. He said "As I stand in this altar today I'm praying for POKELLO NARE.That I the name of Jesus may she be protected from the wind of catastrophe.the is a months that is carrying sad news and I saw as it were the ground beneath her gravitate towards a slope. It is a ground that is no longer solid is it the sloppiness that is causing all this ??pray that the ground upon which she stands remain solid.let the prophesy.
See Calaz bhanditi leader not happy with Freeman hkd boss omuudza kuti you have never been a threat to me in the industry and you will never be .fans ndiani wamunoda Freeman or Calaz 🤣🤣🤣. Calaz mentioned that besides the paper spray issue ,the artist was no longer visiting the ghetto and has not mentioned the DZ artist to the performance list.besides zve paper spray hauchapinde ghetto maartist egheto rako wakamajamba and kungotadza kutaura Ndaironga kuti vanhu vakuteme for what I will never be you inini ndini inini mabhadhiti hatisati tambotema munhu tisu tinototemwa.
Maii tt diaries Facebook tete Mildred tell her ukaona pahushamwari makubvunzana makuhwa more than 3 times mawandisa dzora number universal parikupinda nemhepo. If you have more than what is needed in a team it will end up not a fair game. Hushamwari hwamai tt and friends ndewe made in China vanhu vacho vanozonowanda mai maketeni,joey ketty ,rose,mai mazowe mmmmthe list is endless. Tambai mushe
Ketina the boss wig master tells Mudiwa Cookie chiuya ndikutsemure mukosho nemuseve ndasvika pa Dublin Airport now " Huya ndikubise mazino demeti ndamirira tatami zvangu ungandidii ?weapon yekutsemura mbiti mukosho ndinayo makati muchauya kuzorova ketile ketile huyai ndiri area yenyu ". It's seems ketty arikutoda zve hondo haasi kutombokwata all Facebook family tamirira fight yavo vari 2