SEH CALAZ voudza FREEMAN HKD hauna kubvira wakamboita threat kwandiri and you will never be paita hondo pavaviri ava

See Calaz bhanditi leader not happy with Freeman hkd boss omuudza kuti you have never been a threat to me in the industry and you will never be .fans ndiani wamunoda Freeman or Calaz 🤣🤣🤣.

Calaz mentioned that besides the paper spray issue ,the artist was no longer visiting the ghetto and has not mentioned the DZ artist to the performance list.besides zve paper spray hauchapinde ghetto maartist egheto rako wakamajamba and kungotadza kutaura

Ndaironga kuti vanhu vakuteme for what I will never be you inini ndini inini mabhadhiti hatisati tambotema  munhu tisu tinototemwa.

  • Share: