Kana wonzwa kamai kemaketeni koti we are friends kubva day one unotozvishaya kuti mafriends anotaura huhure hwemumwe here? Hanzi ndimi nyoka yaparadzanisa vanhu imii. Hanzi msi msketeni muri hure munongofamba muchikurura bhurugwa pese pese.
Nox Guni chikomana Chedgrave uye che Zaka rinopisa chazviita zvakare. Muchamuona here Tallyn achiita gaka mazuvano hanzi Nox nekadora kale akasiya apedza hosha yese ya Talyn. Big up bro Nox zviya zvekuswera achiposta lashamwari kake achiti my bae akazvirega akazvimbirwa nekadora kanox Well done.
Kettina byeoera kumufarira urate bate magaro ayo woxoita live uchitiudxawo kuti garo rechembere iyi sei rakawunyana wunyana soo bata garo ketty please . Mazimbabwean kutamba zvakanaka kunotonetsa.
Munyori oti "go mura goo Madzihwa live yese makashinga vanomumirira mumastreets nhema palive kwambonzi ndiri kuda kuenda kuZimbabwe na 3 hee ndikadai nda zim kkk tichadzinzwa hedu . Meso ako nenhema xvoratidxa kuti chakachaya.condomise uchafa nekuda blambi pese pawasvika motobatanidza mari mai venyu muzvezve wavarova ×10000
Munyori oti Madam boss is not what she claim to be munoti maitt vari bitter but uyu ndiye nyoka ri bitter manje.Anekakunyengera so tuma post twake ndetwe competition all the time. She thinks kunzi Madam boss above boss.Bvumai kana kuramba mai tt is greater than Madam boss
Chipo Trouble Causer nechikomba chake vakararirana vanhu pasocila media voti saka mhofu Ngoni munetsiwa achaita sei manje zvazvadai. Vamwe ndovakungoseka kuti chikuru rudo murume ngaashatirirewoo.
Vanhu vokatyamadzwa nexvavaona mai Mazowe Senzeni "evening nuggets kwaita manudes echembere G50 . Matinji kuita senzeve dzechiremwa remwa rasta vari kudya no liver.
Munyori Oti Stunner wskanyadxisa sure can you just ask for a second chance ubudewo nemba . Asi chinondisamisa Tytan haana kana kambudzi Kana mombe zvayo inotsika kubhuruwayo uko Tytan wake up tenga chero huku use kumusha mangwana hauzive wakazombogara psdi pe bridge.
Seh calaz spotted vari kumba kwa Moira Night ku uk 🇬🇧 Vachinwa Kambucha .Kuti vaviri ava vane vese futi after all that drama Moira achiti airohwa zvisingsite nemubhsnditi calaz Akapihwa ma STd Siki dzisingarapike hope vangori vese for the sake of the kids.
Olinda onzi sha you should have Given Jean Gasho a second chance than kuti atorerwe vana. Guys vanhu vaka follower byaya iti since last year read more .