News

April 16, 2023

Dr Fungai Mutisi Nadam Boss Sister's Husband Obuda Aine Mumwe Mukadzi Oti I'm No Longer With Fungai I'd Prefer A Woman That Is Honest And Doesn't Cheat

Vanhu vobvunza murume murungu wa Fungai mutisi kuti father chamgamire Is peaceful murikuita sei mushure mekunge abuda neumwe mukadzi vachikisana. He said "that'd not me anymore I would prefer a woman that is honest and doesn't cheat "Dr fungai vaitochita murungu mujolo ma1

April 16, 2023

Vanhu Voti Madam Boss Sister Fungai Mtisi Doctor Wemujolo At 44 Kuhurira Murungu Akakubvisa Munhamo KuUk Uko Kowasiyanei NaMaitt Vaunoseka Iwe Marelationship Ako Haaapedze 3 Months Chihure Hachisekanwe

Munyori Oti Dr fungai Mutisi une hutsinye you used murungu kuita mapaper waona zvinhu zvako zvaabho wakuramba munhu ku uk and swept his bank account. Chihure hachisekanwe fungai kukuti doctor Haa kana ndaramva kuda doctor wemujolo kozvawsiseka felistas maitt iwe ako marelaionship haasvike 3months .

April 16, 2023

Justice Mayor Wadyajena Enchantress Boyfriend One Of Zimbabwes Criminal Politicians Who looted 5,8Million Usd Yekudya Nemahure Has Lost The Zanupf Primary Election For The Second Time Vanhu Vaneta Nembavha Idzi

Wadyajena Cottco bosses off the hook.one of Zimbabwes criminal politicians justice mayor wadyajena  has lost the Zanupf primary elections for the second time. Wadyajena who looted 5,8 million usd from cotton and using the money to travel nemahire haachisina Chicago kuzanupf social media works let's vote wisely 

April 15, 2023

Roki Akasvipwa Na Panganai Avekutaimira Mari Yenhaka YaAKA Nadia akasangwarira Anomitiswa NaRoki Oitwa Mukadzi Wechi 12

Nadia Nakai Akas Widow oonekwa na Roki  patati patataaa hit maker izvi vanhu vangoti vape Nadia yambiro. Roki akasvipwa na Panganai iyezvino Ave kutaimira mari yenhaka ya Aka  Nadia alasangwara anomitiswa na Roki oyitwa wife number eleventeen

April 15, 2023

Cynthia Bizure Jan Jam Akabiira Shamwari Yake Sharon Matavire 100kusd Nephamarcy Urimbavha Cynthia Warwadzisa Moyo Wangu Sharon Oti Unblock Tipedzerane Ndaikupa Mari Dzangu Ndakakupa Shop

Sharon matavire odzura Shamwari yake Cynthia Bizure Jan Jam oti "Cynthia unblock me ndirikuda uone zvandichanyora wandirwadzisa ndine bundle mumoyo mangu. Inga ndaikusimudzira wani I want my pharmacy back sure ungatengesa ugodya wega mari yachoi spent over 100k usd inga ndakupai mwe shop wani.Business rako ndaikusimudzira ndichikupai mari dzangu wakandisekesa nenyika taura chokwadi hausati wakambondikweretesa mari udza vanhu chokwadi Cynthia urimbavha uri pharmacist here iwe ..Read more below

April 15, 2023

Shema TV Otenga Mota Yake Ega Not Nemari YeGofund Me Yekwa Olinda Iye Oti How I Buy My Car With My Savings Kuti Gofund Akazopihwa

Vanhu voti Shema zii zvake muchiti arwadziwa kuti mbuya tea hobvu atenga mota izvo iye yake akatobhadhara akapedza ,Haisi mari ye gofund me but akatenga mota yake ega. Ipapo wawachisa madina anofunga ndovabe bag re oxygen yemunhu wese.

April 14, 2023

Pane A Zimbabwean Sister Arikupenga Kupoland Arikumhanya Ma Street Akashama Wroclaw Poland 🇵🇱

Tina sisi vekuZimbabwe varikupenga varikupoland Wroclaw Poland varikumhabta madtreet ese vakashama.If you have friends their please contact near police station and check up on her kuti azoitwa sei. Chokwadi uyu akaroyiwa nehana dzakarwadziwa kuti munhu aenda diaspora kuchando zvinorwadza nekunzwisa tsisi

April 14, 2023

Vanhu Votuka Shema Kuti You Have Failed In Marriege Izvezvi Waakuudzira Vanhu Zvekuita Mumba Mavo Kuberekesa Baba Ruva Mwana

Vanhu voti Shema TV wakudarikidza boundary rezvawakafambira here,you have failed in marriage now wakuda kuudzira vanhu zvekuita mudzimba dzavo kuberekesa baba Ruva mwana gogo is not happy . Isu toto shenanigans bhora mberi.

April 14, 2023

People Not Happy With Tatelicious Mushure Mekunge Abuda Achidya Blambi 3 Vanhu Voti Zvine Satanism Mukati Kutelegram Kwake Hunhu SemaZimbabwe Hatisisina

Homwe yemadzitateguru Tatelicious Karikagambe obuda achidya nhengo dzemuviri blambi dzevarume 3 panguva imwe chete izvi hazvina kufadza cangu vakawanda pa social media. Seriously vamhu vanonoona izvozvo munenge muchinakidzwa nei nhai Vana vevhu.

April 13, 2023

Vanhu Voti Aive Madziva Ave Mazambuko Vakatarisa Zvavo Vakadzi Vastunner Our 43 Year Old Teenager

Stunner Dziva Desmond Chideme takatarisa vakadzi vake tinoona kuti aive Madziva Ave mazambuko. Kovakadzi vese ava vanozosiireiko our 45 year old teenager tinemubvunzo senyika one pavese ndiye ane drama apa ndiye muhombe vamwe vese avo vakadzikama zvavo.

43 44 45 46 47