Vana vezimbabwe vatambura uye vashungurudzwa nehurumende Yezanupf vanhu vakungoti kusiri kufa ndekupi . Nhasi zvashata pa Zanupf head quarters apo chaunga chajamuka chaakudaidzira kuti Chamisa ngaapinde hake president of the people. Hanzi chamisa pfeee People need change mbqvha ngadzibve pachigaro
Tatelicious Homwe yemadzitateguru says "Tytan variations na Olinda about petty issues and olinda is threatening kudzinga Tytan again.veduwe kugara uchingovhundutsirwa hakudi munhu wemurume Ane mabhora mahombe sava nkomo". " Maguts aTytan anotyisa tsve kungodya mari nekukwidzwa ndege Tytan akutozviona sebhuru reku Mukhokhobha chembere inokuchengeta.Zvimbuya zvinoda kungwarirwa ,zvarisa vanhu vesize tyako.
Maitt said this to Oc and other people varikuvanetsera zvekuti vakuda kugara ku uk "Musanyanyotedzera zvandinotaura ndebdichingoda kusvotesa Anambwa vanoda kutitonga munyika dzisiri dzavo no matter I travel to heaven there can never be a place like home The way I love my country Zimbabwe its like ndakatoroyiwa neakafa. Ndinonzwa rudununguko rwakanyanya ndiri kunyika kwangu pressure yekugara abroad handina hangu nyangwe zvikanzi tiri kufambira mumars ku diaspora pfungwa yangu inenge itori ku copa cabana saka varikurwara vachiti arimunyika yedu aiwa nyika yangu I Zimbabwe 🇿🇼. Die hard fan re Zimbabwe.
Killer T told his junior and fellow musician "platinum Prince urimupfana muchigane ichi you have been an upcoming artist for over 20 years what a shame ndiri mudhara wako pamangoma killer T . Hondo yema musicians and platinum Prince responded "Saka urikupopotei inga iwewe urikungorakidzawo mansions and symptoms ekupera wani ,hanti wakutoimba masongs evanhu isu vamwe tanga taka shifter focus chete plus tine peace iwe kumba hakurarike zvekumhanya nepawakatsika ,hazvizode kupera iwe wakabata tumakhule zvidhoma.
TInashe Maphosa just updated his Facebook profile with Photos of himself wearing police officer uniform. Since Tinashe Maphosa is now a man of the law Cat Family needs to respect officer or munosungwa. See images of Tinashe Below.
Hanzi na Madam Boss "Let the dogs bark but dont let their noise make you lose your focus,I ignore the dogs because pa social media ndopabasa pangu pane noise hapadiwe nema big companies." She said this to N'ale N"ale family her fans vasiyabe nana Melly and the whole people trying to tarnish her image with false stories
Tonto Dike aka King Tondo famous Nigerian Actress want to be God mother to madam boss unborn baby she commented this on madam boss instagram picture "Are you accepting gifts for my God daughter or son if yes let me speak to your management not you because pregnant women and phone calls proud of you mama" Also olinda Chapel while they were having dinner yesterday at olindas place she claims to be the God mother of the baby again .So fans are now confused.
Maitt diaries bestfriend Mai Maketeni writes today "chero maitt vakandinyeya vachotaura shit varipamusoro pegomo nema Audios nema messages aiwa tinotenda.Chero Felly akatindinodya vanhuvanhutinongozvitenda zvakadaro Ndokuda zvakadaro felly atleast you are not a fake friend you have always been my day 1 let's keep focus focus and later dissing Vanhu vari happily married vanongooneka
Mai tt Diaries telling mai mazowe on her fb post "Mai Mazowee isai zita remunhu arikuvhara vanhu munoita kuti vanhu venyu vafunge tiripo panyaya dzenyu hezvo mukula Olinda Chapel akanga opembera zero thinking I'm in this fake visa saga,you no munhu wenyu call.him out not to protect munhu muchitipinza busy. Isu todawo peace kana tauya kuzvikomba zvedu.
Tatelicious Homwe yemadzitateguru tell maitt "ndakati chii nenyaya ya mai Mazowe I love kamuchacha and I warm her about senzeni mai mazowe almost destroyed ketty and Doreen but she failed cozy blood is thicker than water. Muroyi mukadzi uyaa,mhunza musha chaiyo senzeni wemagaro asina shape nyokaa