Maitt tells Mai Mazowe isai Zita remunhu wenyu arikuvhara vanhu mari musasvibise zita rangu

Mai tt Diaries telling mai mazowe on her fb post "Mai Mazowee isai zita remunhu arikuvhara vanhu munoita kuti vanhu venyu vafunge tiripo panyaya dzenyu hezvo mukula Olinda Chapel akanga opembera zero thinking I'm in this fake visa saga,you no munhu wenyu call.him out not to protect munhu muchitipinza busy.

Isu todawo peace kana tauya kuzvikomba zvedu.

  • Share: