News

May 07, 2023

Vabereki Svinirai Vana Mukaka Kusikarudzi Kwavo Mbuya Murata Makachangamuka Mahara Dai Makatsukuta Mwana Arimudiki Anyanya Kuda Blambi Murikurongei Sevabereki

Mbuya Murata mai Va felly Vabereki svinirai vana mukaka kumheche kwavo uko vasanyanya kuda Blambi kudero aah zvinosemesa mhani kuzivikanwa nyika yose unodzodzisa vana kutii manje kanongomisa kuFace kune tsinga hakuna anombokuroora unofa uchingoroora varume anoora ngozi yakadai ndiyani Saka kachiita godo naTyra bcz ane murume wake umwe ,kanongomisa face seye bere

May 07, 2023

Tallyn Ndudzo Otenda Ketty Nekutuka Kwaari Kuita Maitt Nyika yese Irikufara Chokwadi Shamwari yangu Wadya Here

Tallyn Ndudzo said "I KNOW KUTI PEOPLE ARE DIFFERENT BUT IN YOU I FOUND A SISTER SINCE 2015 UP TO TODAY. IF YOU LOVE SOMEONE UNODA NEMOYO WESE ASI UKATANGA KUDUDUNUKA HAUREGE AND YOU KNOW THAT PART I DONT SUPPORT BUT YOU ARE A REAL SISTER , HONEST AND A GOOD MOTHER FOR THAT I LOVE YOU.  PAZVINYADZI NEKUTUKA ITWA I LOVE YOU NEMA FANS AKO 😂😂 Ketty Masomera I will always love you and respect you big sis benzi rekumba kwedu it was nice seing you after 5 years

May 07, 2023

Ajamuka Hazvina kumira Mushe Ketina Oti Maitt Mapiritsi Akugara Mubrain Waindirambidza Kutaura Nemunhu Wese Ndotenda Mwari Ndabuda Muhari

Ndakambozama kuita mudzidzi wajesu ndakazoti haa tea ine sugar her iyi? Ndakapoya muhadyana! Kunzi usataure nenyika yeseIn Europe you can't work if you steal from an elderly vulnerable person like kubira tete Mildred. Vamasomera vapedza zvavo Don't talk to coockie Don't talk to aunty jenny Don't talk to evidence  Don't talk to loveness  Don't talk gurundoro  Don't talk to olinda Don't talk to tallyn Don't talk to patricia jek Don't hire chishongo car  Don't talk to tete Mildred  Chose between me and dorine 🤣🤣🤣🤣 change chasara kunzi chose between me and kylie 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 Mapiritsi akugara mubrain wakakumurisa munhu designer red shoes a carpark kugomo uko u

May 06, 2023

Musician Silent Killer Onzi Arikuripa Ngozi Or Kutanda Botso Ngaagezewo Sevamwe Vaimbi Arikutomboda Boom ne Jik Kuti Awonekerewo

Silent Killer gezawo veduwee 😂kungopfeka hembe asina kugeza😂nofunga kuvhura mukanwa nhunzi dzozara.

May 06, 2023

Ketina Is Way Better Than You Ane Basa Imba Mota Koiwe Uneyi Zvaunomuti Tsvina

imba yauri haisi yako, hembe dzawakapfeka hadzisidzako, wig yawakapfeka hauna kutenga, furniture irimumba mauri is owed kunaBruno. Boyfriend yaunoti yako murume wemunhu. Hauna imba asi unoseka Ketina kuti ane stand ine durawall. Ketina is way better than you, she has a job, house, income and a stand like you said. Iwe uneyi, lets start ipapo, isa post of what you have

May 06, 2023

Iwe Ketina Wapedza Kuchengeta Hama Dzako Here Zvawaizotumira Zvikomba Zvamaitt Mari Wakapusawo Dhaka Bhoyi Rega Unzi Uritsvina Mulife Mangu Na Mura

Kettina Masomera Iwe wanga wapedza kuchengeta hama dzako here kuzotumira mari kuchikomba chefriend yepaFesibhuku??? Kana newewo Ketina urizungairwa hauna kukwana.

May 06, 2023

Hushamwari Wekunyangirana Shamwari Yangu Wadya Here Chifriendship Ichi Chaive Chekumagaba Taiziva Tese End In 😢 Tears

Haada chifriendship chiya chaive chekumagaba kusvika pakuudzwa kuti ndaikubluticker gore rese kusvika wazonditenga ne1500😂😂😂Kuswerotsvagana nemascapegoat asipo...Dorine pamberi newe iwe hauna kana chawakatombotadza ..Yaive yekunyangirana friendship iya made in china..Thank you nekumira nethe real victims vekubirwa mari.

May 06, 2023

Lazi Tchapo Oti Musandidzikisire Handikwire Type Yamaitt Please Ndine Mukadzi Wangu Akanaka

Hanzi naLazzie T Chapo musandidzikisire kuti ndakarara naFelistus. Anodya bota remukadzi wake chete. Mkadzi wacho akanaka hatingamukompeye pane vaye vane Mhezi.  Werudhani Lazzie T Chapo.

May 06, 2023

Maitt Voudza Ketty Hauna Kundipa 40 inches Wig Unoiwana Kuoi Iwe Zvako ZviMawig Zvikorobho Takapisa Mbuya Imi

Mai tt said" Hanzi masarwa nekupisa 40inch 😂😂2021 tatatove ne40 inch iyi kudhara. Remember tatakungonzi yese wig yatapfeka ita wig by zvingaka kuti uwane ma customer 😂anoita 40 inch yaanowanepi ? Hatichina chenyu kuno mbuya zvenyu zvikorobho zvenyutakapisa zvekucontrolwa uchiudzirwa bodo". We all know kuti 40inch ya ketile iriko mumba mako🤞🏿iyo ayisirio yawange wakapfeka muchiita video na zvingangaUchaifira if you dont pisa it. Hauizive family iyi

May 05, 2023

Maitt Tell Doreen And Ketty Munotuka Vanhu Shuramatongo Dzavo Mai Venyu Vakandiudza Murivarwerewo Veedzi V11

Maitt voudza Ketina and  Doreen Munotuka vanhu aids dzavo but maivenyu vanotiudza kutinemio murivarwere you think ndiwe wega unemaaudios. Someone come kuinbox ndikupey maudios maivachitaura kuti mwana anemasare. Hamude kunyarwa imi. Blood kudiiko muchiswerorevana mhuriyese. Someone come kuinbox ndikupey rubbish dzengozi idzi. Munotozviona semunotyisa nhai.

35 36 37 38 39