Lazi Tchapo Oti Musandidzikisire Handikwire Type Yamaitt Please Ndine Mukadzi Wangu Akanaka

Hanzi naLazzie T Chapo musandidzikisire kuti ndakarara naFelistus.

Anodya bota remukadzi wake chete. Mkadzi wacho akanaka hatingamukompeye pane vaye vane Mhezi. 

Werudhani Lazzie T Chapo.

  • Share: