Tanya mhino hapasisina, changova chi white line bcz of filter. Kuita kunge chi cartoon. Filter ma one wena.. Tanya mari dzevarume vevanhu ana Sherpherd dze fuel dzirikunaka here.. ?
Tatelicious Sandberg mwana waVijinia Hanzi sorry naKetina Masomera. Pattricia Jack vadzimu vako vakasimba wanga wawanirwa mabhinya kuti akuuraye π’π’π’π’π’π’π’π’ Felistus hauna moyo
Chokwadi gore rino Mwari vatirangarira seZimbabwe. Taneta nemadisnyongoro. Thank you Al Jazeera and Ketina, this year we clean Zimbabwe πTichiripo paKetile Station tichingoti pamberi newe Mai Domza ramba wakadzvanya.. .."Ndokuti shamwari...".Anomira new mumatambudziko..Puloooooo pafullblast song iyi irikubuda so sweet mazuva ano..Haada πππππ
π€£π€£π€£π€£π€£π€£ chikiti haatombode kuti blood sister yako inonhuhwa hurombo iyo ibudikire pa social media. Unongoti kwati kwati nana Cousin Rose nekuti vanoonekera. Mwana wamai vako ainge akapfeka chidhrezi che cream pa kitchen Party yako, akaita kusakara nenhamo. π€£π€£π€£π€£π€£π€£
Heede kaMhosva kari kuvaka.Hanti urikuona zvandaireva, dai apa wakatenga kana one sausage makachekerana half half wakatosevha mari iyoyo wakatowedzera pakuvaka dai imba iyoyi yatopera manje basa kungowesta mari uchida kushamisira pano netumasausage dhabho dhabho.Hauna zera nemasausage mairi mairi iwe usina pekugara next time chekeranai one imwe mari woisa kunovaka..10yrs uchingovaka nenyaya yekusarongeka munhu.
Munyori oti sis Melly "Medusa anoroya veduwe. Kuudza vanhu kuti hakuna LIVE irikuitwa iye kwave kurecorder ma ADs akatobuda. Kushandisa vanhu achivabhadharisa ma700 for high tea kugadzira content yake. Apa these people vane maPlatform avo. this woman
Ketina 10 -Maitt 0 so far Vakadywa Ketty Ma1 Ketty said Musandiudzire zvekutuka nazvo ndakambenge ndati ngaisiye matambo kanhu kenyu kakaramba kachida kuzviita chamangwizo. Handityiswe nemaghost Zimbabwe haizi yekwamurata kapechemukehe. Unodada unechii? Hembe dzekubvutira vanhu tukumbo tunee twe hurekure unopinda pafon usina firita here nemazirashi ako ayo musunu! Tutako twakaputana nemukushani ukatorambe kuyenda kubasa uchiti ndine voice ripi remasese iroro pashure pane honye mbavha gororo dzosera vanhu mari dzavo thief ngavakayendese kuchikurubhi muchaza. Waida kutumira vanhu kunouraya patricia jeki zimuroi rine zemo rembwa pahwahwa. Uchisvika mubritain declare your criminal record mbavha iwe, uchiperfoma mu uk pay tax gororo chidhumo namasendeke kujaira kurarama neraki ku
Sometimes I try to mind my own business as Doreen Msomera chief bridemaid but ahhhh mastreets aya soo. DJ Ollah that’s not it. Noooo that not it ahhhhh But why?? Kuita kunge munhu arikuda forced invite yekuenda kuCoronation yaKing Charles sooo Iwe naMai Maranjisi kutadza kepfeka kudai nooooooo nooooo Fashion police huyai musinge please
Vamwe vachibira vanhu vachivaka misha and securing the future of their children, Iwe waiba kutenga macake π record breaking yecake.....urikutanda botso Feristas.
As of Me I would prefer Sis Melly High tea kunofarwa kujamba ngoma munyori oti 'Thanks olinda medusa aita improvement ππππbut noise shes too loud low tea It’s giving evil vibes πππππππit’s too black for me.