What’s happening with Olinda is real life impersonation of How Stella Got Her Groove Back When Olinda got with Tytan, her self esteem was very low, she had just been cheated by her ex husband Stunner with a younger sexy woman. Whilst she was morbidly obese at the time, she felt undesirable, but Tytan accepted her with her cellulite Fast forward, she would eventually go for surgery to drain the extra fat & cut off the extra skin, boom she now looks adorable. Automatically got her self esteem back, she’s now start to realise she was with Tytan out of desperation She has upgraded her physique & now she wants a man who genuinely matches up to her perceived level & sadly that man isn’t Tytan Lesson: Don’t save her, because once she’s healed
Nobody laughed at Fatima, we don’t know her. She has been kept in hiding. Even on her big day, Feli did not organise for her sister to be there which means anonyara naye. Arikutsiurwa kuti you advocate for other people but you don’t advocate for your sisterKune vese vakasekerera kettina achituka Fatima anorarama nehurema wekwa mai titi .hamunzwewo moyo wenyu kurwadza nekufungira vanhu vatinawo pafacebk vanorarama nehurema.Nanhasi ndonzwa moyo kurwadza pavakazwa live dzakettina achishora vanorarama nehurema.Inga hako kettina une makumbo ese inga hako kettina wakapihwa maoko naMwari ukapihwa muromo wekutuka vanorwara nehurema.Ndongoti.kwauri Kettina nevese vakaseka pawaita live uchituka Fatima makakomborerwa maka1pihwa muromo wekuseka nemaoko ekutyper Na Mwari
Chikandamina kwete ndaramba zvekuti mugadzwe dare kunzi mupire side renyu ngavafambe ne side iroro mashoko amakatukwa anorema damage yakatoitika makutoitwa benzi vakaramba kuti nyaya ifgadziriswe pakutanga itai zvehupenyu hwenyu vapedzerane naa shamwari vavo hatidi kushandisana kwakadaro Kettina no siyana na Tinashe
Offlate was thinking kuti okay lets say felistas aiswa mukati mujeri nenyaya yake ikupisa iyi Vana vake vodii?her rlship with her parents is not gud anovapa ani. Dai ari married taiti baba vanosara vachichengeta. Ko mastandards avanga vajaira, ko pekugara since imba asina 🤔. Wasu basa ratopera, mamaids zvatovharana basa hapachina. Vaimbomira naye ana zodwa vakamusvipa kare ndianiko achagona kuitira vana ava Kunana baba vavo akapedza kushaudha vakadzi vema baby dady ake vese akamafumura achiti mahure do u think vangachengete vana ava mushe😔 Mai titi dai wakafungawo vana avo nhai single mom dai waiita zvinhu nemazvo. I sense danger ahead
Nungo ndidzo dzichaita kuti agare aripamabvi semukadzi achinamatira imba ndiyani akamboona makaradhi anehunhu vangori nzenza ngaachingogarira vana tytan
Vana Ketile maakumanya manya ka kuda ku hotspota vanhu siyai madam boss vakadaro avatambe nevanhu vasina kukwana tibvire ukutsvageiko iwe waivatukira kuzasi kwake...madam boss musatombomu entertainer uyu datyagadzi ngaadzokere kuna Tururu wake mai TT
Ketty Masomera its now getting old wakuti bhowa manje tazviwona kamuchacha aka ku rwadza move on you are bitterKety akabvira kare kutuka Titi feli akataura zvemiguri yechibage yakasina coz anga anzwa nekutukwa Kwa Titi everyday
I love this couple but mrume uyo majokes ake ari dry,ko selmor akudyeiko zvikuita kunge maworms
Aizve ko ana mai vanhu vaiti akaraswa wani haaa mazimba takaoma pakufambisa info yenhemaðŸ¤
Asi akangoimbira vanoita zvesvikiro here nana manjuzu cos ma new songs ake anotoda une bute netsvimbo paside apana kana 1 inotambika .