Offlate was thinking kuti okay lets say felistas aiswa mukati mujeri nenyaya yake ikupisa iyi
Vana vake vodii?her rlship with her parents is not gud anovapa ani. Dai ari married taiti baba vanosara vachichengeta.
Ko mastandards avanga vajaira, ko pekugara since imba asina 🤔. Wasu basa ratopera, mamaids zvatovharana basa hapachina. Vaimbomira naye ana zodwa vakamusvipa kare ndianiko achagona kuitira vana ava
Kunana baba vavo akapedza kushaudha vakadzi vema baby dady ake vese akamafumura achiti mahure do u think vangachengete vana ava mushe😔
Mai titi dai wakafungawo vana avo nhai single mom dai waiita zvinhu nemazvo. I sense danger ahead