Chikandamina kwete ndaramba zvekuti mugadzwe dare kunzi mupire side renyu ngavafambe ne side iroro mashoko amakatukwa anorema damage yakatoitika makutoitwa benzi vakaramba kuti nyaya ifgadziriswe pakutanga itai zvehupenyu hwenyu vapedzerane naa shamwari vavo hatidi kushandisana kwakadaro Kettina no siyana na Tinashe