News

May 27, 2023

Tinashe Mugabe Hero Basa Mimba Ya Feli Gilbert,forget, Chinhoyi Tollgate Man Vese Vakatundira Mukati Mmh Woti Vana Va Ketty Na Olinda Musanganiswa

Tinashe Mugabe achakaro daidzwa kuita DNA tests nekuti Giribheti na Forget Chinhoyi tollgate man vese varidzi vemimba yacho 😜Uchatukisa mwana iwe kunzi mwana wemusanganiswa 🫤

May 27, 2023

Maitt Vonzi Havapo Sei Nana Zodwa Varivo Vakatora Vanhu Ku Airport Shuwa Kusenwa Nenyika Yese Nekuda Kwehutsotsi Ibotso

Ko sisi mai fifi havapo wane inga kueyapot vakaenda vese haa feristas aita kunhuwira nyika yese zvokwadi

May 27, 2023

Felista Munhu Ane zvikwereti Haachene So But Anyway Shiri Inozongofa Wasara Maziso Chete Nenhamo Ne stress

Munhu ane zvikwereti hacheni so unogumbura vanhu vema round uyu anochena kudarika ngundu😌Shiri inozongofa ,,feridhongo wasara maziso chete nenhamo

May 27, 2023

Mai Maketeni And Maitt Vari Vese Ngavaise Maphone Mubusket Sekumuchato WaOlinda Cozy Mweya Weku Recorder Wakasimuka

Ngavaise mafon mukabasket whenever they are together sekumuchato kwaOlindaNdinotukisa mweya weku rekodhana pavaviri ava nezita rajesu

May 27, 2023

Saka Maitt Mumusoro Menyu Muzere Varume Zvekuti Makutofurira Fifi Mwana Uyu Chiko First Nyaya Dzamakutomuudxa Hadzisi Dzezera Rake

Kkkk haya zvakaoma  Saka Feli mumusoro mako muzere varume chete nemarriage why kufungira mwana mudiki akadai zvekuti a men achazokuroora wat wat ,why not thinking about something that makes sense like madhigiriii and stuff mwana aite a different life isingatodze yako unosvota kamuchacha rupeche ruripabani serwe mbudzi iwe Mura. Fifi usateerera matuzvi ayo ita zvedzidzo.😭😭

May 27, 2023

Birds Of The Sane Feather Flocks Together Rutendo Lovenes And Kettina Vese Vanotuka Ana Mai Ngavatambe Vese Zvavo

Birds of the same feather flock together. DO you remember kuti Rutendo Loveness Samas is one of the very first people kutuka Mai vake pa Social media. Go ku Zimbo Live you will see it there. Aka vaumburudza pano auntie Jenny vakapinda busy ku dzora munhu.    Musambofa maka funga kuti Gongomutoto Namasiriri vachaburada, these two go far. Vaimboratidzana beans dzavo Kwa Mandla uko. Saka bond iri strong.

May 27, 2023

Vanhu Varikusekerera Ketty Achiti Fatima Dance Yekuremara Sure Nyika Yakaoma But Maitt Vaiti Nandi Izimcare So Square

Fatima dance imika muchitosekerera zvakadaro.Nyika yaoma iyi vane vana vakadaro vanonzwa sei vachiona Fatima danceMai Tt pavaiti Nandi I Zimcare maidii kuhukura bhora mberi

May 27, 2023

Lorain Guyo Onzi Chirega Kugara Mubedroom Risina Kurongeka Munhu Wemusikana Chidzidzira Kurongedza Zvinhu Toziva Wanga Wajaira 1 Room

Iwe Rorini ehe zvemagumbeze tazviona tichatenga but wakabuda muone room ka iwe? And twunhu twako wave natwo , chiregedza kugara mubedroom munenge meboyfriend yamai Tt musina order. Munhu wemuskana unorara pabed inenge iri mushowroom yekwaOK kudaro kuonekwa zipuranga rekuzvarwa naro iro neziplastic 🙄Daidza auntie Joy ugadzirirwe mumba zvese nekumacurtain uko mumba muitewo life mhani. Pamaroses apo unovati vakuisire matsvuku iweka wagara unofarira zvitsvuku zvako , zvese vanoita. You got all the resources you need iwe , kamat kako chii chii. Daidza aunty Joy nhasi varonge ronge, that room needs her touch , urgently. Nhai kunyepa here Aunty Joyie Zimba? Tinoziva masmall chakadaro ari iwo ezvidobi padeco yekubedroom nekufood uku handiti ndozvavanovinga here vanhu vaya? Manje vakasvika kw

May 27, 2023

Loveness Samaz Onzi Anotuka Hake Maitt But Havashami Saxvizvi Mukadzi Mukuru Kunyadzisa Une Dutu Regurwe Rinotaurwa na Ketty

Vanotuka zvav Mai titi but havashami sezvizvi ndozvoratidza vane zemo kutadza kuvhara pakati Mai vakuru kusanyara shuwaNdiro dutu regurwe rinogarotaurwa naketile lavhu hanzi naketty une zemo rembwa pahwahwaaaaa

23 24 25 26 27