Ndomunhu akalikisa manudes uyu kwete Tinashe. Apa arikutoda kumusungisa but on social media arikuti ndivaMaposa. Kanhu kwenyu aka
Iwewe pauchaitwa wastak ndenge ndichingoti go kitsi go nyangwe ukachema musodzi ye ropa ndenge ndichingoti go Mura go nyangwe ukanzi ndiye akauya ega handina kumbomutsvaga ndenge ndichingoti go kamuchacha go richasvika zvaro zuva racho ko zvitsva here
Zvimwe ndezvimwe tyra anoda mura but mura ahazvione hake .sisi siyai pride mugadzirisane natyra.Tyra anokuda nemoyo wese musatedzere maghost ano creator drama kuti murwe .sisi mai fifi vobva vaita ruvengo kuna Tyra .tyra munhu bho manje tambai mese munhamo muma skit muma bhizimusi muri mese.Lov u tyra vanhu havadi kuona muri mese
Pan dzema celeb edu hadziite.Mai b nekusaziva kukwesha non stick kusara yaparika kudai
- He's always moving houses. He's always begging for rent. Saka arikunyatsoitei muSA?
Yowe matiles ayo ungati ndeemutoilet munobva masemesa mukitchen kana makyita matiles akadai anenge emutoilet ipapa pamba pakashata apa chero kuye kwaanobikira panze kwakashata pandakamuona pekutanga ndakatoti Tyra anofarira zvekuitira maskits kumapurazi izvo ndipo pamba pacho paanogara haiwa matiles akaita kudzururuewa aya
Ungati tuma tin tin ndetwe artificial kunge a gurunduro kkkk haa Felistas kusviba kwakwakaita hakusi kwega ndekwegwebe chaiko KARMA is a bhishu🤪
. bMumastreet varume varikuti they are traumatized nezvavaona vachatomboita mwedzi dzisingamireVakuru vakareva kare ,usaona Wonde kutsvukira kunze mukati rizere masvosve.....ndosaka uchi attracter varume vanomama ka20 pazuva nekuti iwevo waora zasi yose.
1 Saka Baba Harare ndobota ramakadya radai kutenderera iri ,haaa nekoiling yenyu iya muchipinza mumwena wakati ndooo kudaro ...Musadaro imi.
Ndaneta nevanhu vanoita cyberbhuring kuvamwe kettina unoshora body yamura vamwe totoichiva varume varipano vhotai ndiani ane body yakanaka Mura Gongomutoto Masiriri Manhudzu haana kathat aye