My new soprano backing vocalists...Mai Mutarisi soo humble...Woooooow Mwari varambe vachikusimudzai...Thank you for visiting Manicaland last night Tinashe Mutarisi ..
Susan Oti Norton people musavhotera Themba Mliswa Haasi Kuchengeta Mwana
Mai keketso Voitswa Na Andy Muridzo zvakaoma
Uyu madhumbe watyra anonyara nemazino ake kuseka chaiko kotomunetsa asi tyra week ariperi anenge aponaMai Bee vane beauty isina kamwe Kanhu Kaye Kaye ..luv you mai Bee♥️♥️♥️♥️♥️♥️Why do u body shame others? Unowanei?seka urema wapinda 6 feet ufunge. Izvi zvekuseka urema siirai Murata naKetina ndovane hana dzisingarove
Jahprayzer wants to collaborate with Buffalo soulja onzi Chimbomira the other 2 albums akango blue tick munenge Muchida Kuzama Kuita seiko. Buffalo souljah ndiye wekumbo imba Na Winky D RugarecHuya Kuno .kune vasingamuzivi
Mhofu Ngoni Madam Boss Husband oti I miss My Dudzai
Kupfeka dzangoonharo isu tikungoona rapata ahhh ne guruNdozvinomupinza muzvikwereti nekuba mari dzevanhu Kuda kunzi ndinochena apa hauna kana chinhu chinobatika kunze kwehembe nema sofa
Zvimwe tingatawure hedu bt Tinashe Mutarisi achinja hupenyu hwevakawanda one mbinga isina noise kwete zvaNhingi vachitora zvevapfupi nekureba 😏 May God bless you Elder ✊
Sekuru vaya vekuti munangagwa huchi vashaya nhasi kuseni vangomuka akafa Mumba mavo kwamurewa uzumbaIhama dzavo dzavapa poison kutya vangaraper futi..I hope it’s true. We can’t be having rapists roaming the streets. 🫤
Giribheti anekamwe kakungobhowa hana ka that forget chematama ndiye apiwa chimuti chekupisa mushini asi zvanzi ane keriya ndochii ichocho keriya nhai madhokotera aripano forget anoratidza kuti anonaka hakeHanzi international AIDS, unongokumba dzese yered, yellow, aids ye blue inenge moringa powder iyi😂😂👉