News

June 16, 2023

Zimbabweans Cat Family Yoti Musatyira Maitt Vairara Wani Mumba MaObina Jeri Ritori Nani Azvijaira Hake Feli

'She will manage imagine airara wani kumba kwa obina kwe jira riya 😂😂😂😂😂Feridhongo touyako neWhite linen yako ikoko🤣I remember wen she said handirare mutsvina white linen ndenge ndasiya Nani kkkkk nhas urip

June 16, 2023

Maitt Pika Jeri Rako Zvikasaitirwa Iwewe Mbavha Unoda Zviitirwe Ani Vari Kuti 2 Weeks Vanenge Vabuda Musazvinyepera Henyu

In less than 2weeks mai tt vanenge vabuda ,mark my words here🤝🎤Pika jeri rako murah kana zvikasaitirwa iwe unoda kuti zviitirwe ani jeri nderedu vanhu not mhuka wese anotadza anemurango wake waanopihwa wani jeri racho uningiripika uchifamba panyika pano wani vanokuvenga nekukutuka usina mhaka navo I'm happy kuti uri mupenyu vamwe vakatongerwa rufu nevakaipa ripira mhosva dzako dear kana wakakanganisa u deserve to be in jail gara ikoko ndiko kwako chaiko mudiwa wedu wepamoyo i love you Felistas   Wese arikundituka mai vanoroya vanodya nyama yevanhu

June 16, 2023

Vanhu Voti Rimwe Zimbavha Magaya Anenyaya Ye Rape Kubiira Vanhu Mari DzemaStand Akaramba Arimu Zim Achaitwa Gumbura

Uyu akaramba arimuzim ameno hake achaitwa yekwa Gumbura.Anenyaya dzake dzerape nekuvhara vanhu mari dzavo dzema stands plus akaramba kuti Ed auye kuchurch yake ndiye mumwe achanyudzwaZimbavha iri apa Roda beans

June 16, 2023

Ketina Chiranga Mapenzi National Treasure Oti Takutanga Nyaya Dzehumbavha Hwa Olinda Akabira Vanhu Ngaasungwe Kugadzirisa Nyika Ramba Wakadzvanya Ketina

Next move,Olinda chapel pay back people's money otherwise unonyura futi!Fake cos victims for Olinda chapel come let's make noiseTakutanga patakasiira from mangwana tosimudza umbavha wha Olinda chapero kusvika kumapena

June 16, 2023

KoWasu Zvaune Mufaro Kuti Maitt Vasungwa Wakuswera Papage Rake Nekutorara Mubedroom Iye Akarara Pasi Kuchikubhi Ndiwe Wave Baba Vepamba

Ko Wasu kuita kunge ave kutofarira kuvharirwa kwaFeli. Ave kuswerera page remunhu iye muridzi waro asipo. Ndiyo instruction yaapihwa here?  Aaah hameno, kungofungawo kwangu kuti anenge ave kuzvinyanya.

June 16, 2023

Go Mura Vanorwadziwa Newe Maiit Fraud Case Reportedly Set For August Arimo Chete Asati Atongwa

The fraud case reportedly set for August.This is a simple case of ndamba kuudzwa … she does not take good advice from anyone … idofo Feli. She failed to think about her reputation. Now anoshandepi ? Apa brand ratotsva … apa chikoro haana … what a shame really.

June 15, 2023

Freeman Hkd Boss Oti Better Kutamba Nembwa Yemasure Not Imbwa Yemunhu Zvangu Vanhu Ndavatadza Akutaura Zvirikuitwa Maitt Nevanhu

Better kutamba nembwa zvangu because imimi ndakutadzai kkkkkk,My Dog is Loyal plus zvagara tinongonzi varume imbwa saka imbwa nembwa bhoo!!Imbwa yemaSure irinani pane imbwa yemunhu

June 15, 2023

Freeman Hkd Boss And Baba Harare Standing With Maitt Varume Vane Moyo Vakadzi Vese Ana Madamboss Varikutoseka Zvakaoma

Cat Family Ahoyii chero zvikanzi Mai vedu vasungwa vakanzi 5yrs vari mukati let's go nehuwandu and support Freeman Hkd & Baba Harare that's here true friends MB ndiko kupera wo kwake cozy everything chaita kuti ataurwe aita chete zviri opposite nezvaitwa naMura soo Felly akavharirwa Madam boss 1.3M ichange yave yeZita no more love and likes cozy competitor wake anenge achisiko   Felly 1 munhu anopositwa muno mumafira kureva chero iye akasazviposter vazhinji kungozviposter henyu

June 15, 2023

Now Maitt Is Using People's Babies Mukadzi Haachinje Uyu Chitsotsi

1Now she using people's babies to try disguise herself💀🤣🤣 narcissist behaviour Chitsotsi chakanyanyanya haadzidze 

June 15, 2023

Wasu Wamaitt In Court Ndiye Mumwe Achatadza Kudzoka Kumba Asungwa Accoplis

Uyo ndiye Manu wacho here asking as a top fan here 👏. Me seeing the lawyer sitting down thinking next nhema.

17 18 19 20 21