Lorain Guyo Onzi Chirega Kugara Mubedroom Risina Kurongeka Munhu Wemusikana Chidzidzira Kurongedza Zvinhu Toziva Wanga Wajaira 1 Room

Iwe Rorini ehe zvemagumbeze tazviona tichatenga but wakabuda muone room ka iwe? And twunhu twako wave natwo , chiregedza kugara mubedroom munenge meboyfriend yamai Tt musina order. Munhu wemuskana unorara pabed inenge iri mushowroom yekwaOK kudaro kuonekwa zipuranga rekuzvarwa naro iro neziplastic 🙄Daidza auntie Joy ugadzirirwe mumba zvese nekumacurtain uko mumba muitewo life mhani. Pamaroses apo unovati vakuisire matsvuku iweka wagara unofarira zvitsvuku zvako , zvese vanoita. You got all the resources you need iwe , kamat kako chii chii.

Daidza aunty Joy nhasi varonge ronge, that room needs her touch , urgently. Nhai kunyepa here Aunty Joyie Zimba? Tinoziva masmall chakadaro ari iwo ezvidobi padeco yekubedroom nekufood uku handiti ndozvavanovinga here vanhu vaya? Manje vakasvika kwakafanana nekubig house ungasasiiwe nhaiwe , apo Ezz chakamericha, Tomasi idomasi zvaro haana kana plan , uda Kuti zvidii? Daidza aunty Joy nhasi Rorini. Please🙏

  • Share: