I have promised vanhu vari kundipa mabasa kuti handichanetsane nevanhu im sorry my bosses allow me to address this issue mari ingatogara zvayo madam boss is my sister and vanhu they take advantage hapindure but munhuwo ane mafeelings ,dont you think munozozvinyanya here vanhu.. 1)tate paaccident yakaita madamboss wakati it was fake hakuna accident yaitika but i went there personally uri iwe waiva watanga futi kuti madamboss afa paaccident Ndokufarira zvekuti tate bur haude kusekererwa yes unoita zveguhwa but unonyepesa 2)itya mazita auri kutaura iyawo guys why cant you celebrate with tyra for once you are one of the people aiti akatengesa chibereko Nigeria izezvi azvara makutaura izvi hindava asi nhai tate? 3)evidence doreen kana akapiwa mari kuratidzwa akadii kuri bidisa
ndakambozvitaura kuti zvekuimba nekudzana pamwe pacho Sharo anenge anozozvinyanya ndikashuwa pano yes hazvina kuipa asi iih zvoozopedzisira zvaakubhowa aah tukai henyuzve asi musarega kusvitsa shoko ngaadzore volume pakutamba apo anopedzesera oita seasina kukwana 🙄KwaShema kazhinji ndopedzera shungu Kuma comments ndodarika ,cause the moment I want to play mavideos ,they irritate nenziyo nekutamba ikoko aaahKurumbidza zvakanaka kunodiwa,muhondo chaimo taitoyimba kuita murari,kubhora,kupi nekupi toyimba. Zvimwe akakurira kufamily inenge yangu every night toyimba totamba bheriya tonamata,kana bamnn Fani vauya negitare vairidza tosanganisa jiti church nedzese,vakauyawo baba vamai nemamwe madhara ekwababa vaiimba dzavo dzechinyakare vachiridza mabhaketi,mdara akadhakwa aiuya oyimba tonakirwa
ndakambozvitaura kuti zvekuimba nekudzana pamwe pacho Sharo anenge anozozvinyanya ndikashuwa pano yes hazvina kuipa asi iih zvoozopedzisira zvaakubhowa aah tukai henyuzve asi musarega kusvitsa shoko ngaadzore volume pakutamba apo anopedzesera oita seasina kukwana 🙄KwaShema kazhinji ndopedzera shungu Kuma comments ndodarika ,cause the moment I want to play mavideos ,they irritate nenziyo nekutamba ikoko aaahKurumbidza zvakanaka kunodiwa,muhondo chaimo taitoyimba kuita murari,kubhora,kupi nekupi toyimba. Zvimwe akakurira kufamily inenge yangu every night toyimba totamba bheriya tonamata,kana bamnn Fani vauya negitare vairidza tosanganisa jiti church nedzese,vakauyawo baba vamai nemamwe madhara ekwababa vaiimba dzavo dzechinyakare vachiridza mabhaketi,mdara akadhakwa aiuya oyimba tonakirwa
The best pregnant photoshoot kwete zvekubvisa hembe ndezvekupengaIni ndafarira kuti vakapfeka not chembere dzagumhana dzaitiratidza matumbu pano 🙄Handiti tunegeza nekuzora zvinoenderana😂😂😂😂😂😂 ukaitawo mari or kuwana anokuchengeta wakudya, kuzora nekupfeka zvakanaka unotobudawo natural beauty yakoUkawana munhu anokuda une kamww kakunaka so kaunongoita ukaita stress yekufunga ndodiwa hre runako rwese runotizaTwovengerwa kudiwa netuvarume twatwoMunhu ukawana munhuu anokuda unongonaka so ....you Start glowing..idzi ndodzinonzi pregnant not mimba ..zvakanaka shame..
Yosefa ngaiteo ma serious mwana akuzvi marketer uyu😁😁Achawana here zvino , dai ataura status yake , Soo that kana payine potential yomutora hayo , achasvika 40yrs achidai vanhu vachityira kureJosefa ndakamuwona ku SA last month ane umwe mkadzi zvichiwonekwa kuti aimidya mari. Vakadzi vaye vari pa nzara yevarume, ane hutsinye hake Josefa shemAkangoti 'i'm single' chete anowanikwa neatanga uyu. December chaiye tinenge takutotamba ma steps nekudya rice ne coleslaw. Ari kuzvivharira all the good men out there.⁹
Musa puhwe pressure please naRich aunty vema sewageKo kuposter pic kuWall kwake apa ani presha ko dai wangouya uchiti dress iri ndoprice yacho better plus mashop anosiyana wakatotarisa mapic acho unotongoona musiyanoWhat I know is that OC will bring the receipts and even turn up the pressure volume. 😅😅She dsnt disappoint this one receipt is on its way just wait and see Oli kauyu🤣🤣🤣🤣🤣Problem inoitika ndeyekuti ukararamira vanhu uye ukada kupota uchishainira vanhu they will Google price everytime you post something, then iwe wodzoka wakuda kuprover point 🤣🤣Ukaziva Kuti kune original nefake unobatsirika ,wofunga Kuti iwe kana wakatenga 50 r kana $2,50 kumbare naiye ndotaakatenga nayoKkkk ko kana akatenga ku shop ye Burberry chaimo imi ka murikungoda kuti Oc auye ne
Zvikuratidza kuti zvatengwa ne credit card one. Zvirikubuda suwitiIt’s so obvious, when i saw Stunner this morning i was like Olinda bought this, that’s why she wanted to divorce Tytan last week when Stunner was in the U.K.Olinda kane drama kkkk kabva kamhanya kunotenga zvinoenderana nezvazvakapfeka Stunner.Asi Gucci yambochepeswa paZim ndati🙆🏽 mahwindi nemakorokoza anenge arimo head to toe. Nyangwe ndikaona akapfeka original handichatoone kunaka kwachoOne 40year old teenager rinozvigezera PA Zim apo. Dziva 🤣🤣🤣🤣🤣. Amai Nandi can't resist chero mwana wedu Tytan akatozvigamuchira kare. LolNdazviona hangu kuti uku kuda kuMatcher ne’soulmate’ 🤦🏽♀️
Panyaya ye DNA yanezuro Tinashe Mugabe you were very wrong 1 day vanhu vachakuvadzana ukaita witness hako ku court, vakaita zviri un professional kukuchidzira vanhTinashe Mugabe kuda maViews er shuwa ungasiye vanhu vachitukana nekinetsana uripo wakanyarara kudaro kana kumnogadzirisa hake kutowedzera kubvunza mbvunzo hezvo vanhu vakazosvka pakurovana show of immaturit hapana kana chawakagadzirisa hako usadato
Uyu anobvepi ? Remember Chipiliro Gama ,aiti kana mukaisa maNegative comments chaibva chaudza vateveri vacho kuti torai mascreenshots mugouya nawo kuchurch musi weSvondo..Ini I don't blame vana "papa" ava ,I blame macongregants anoitiswa nenyoka dzemuBermurda Triangle idzi dzangozara pose pose sezvitutu zvezvikugwemuroyi .Seuyu naEmmanuel :- 1st occultist kugadzira goblin(s) muZimbabwe ,haa vazozvinyanya.Madzimai mune dambudziko even Magaya Walter paaibata rape madzimai nevamwe vasikana , madzimai maimira nedusvura riya.Dhandhaheads Aya🚮🚮Mene Mene TEKEL 🙌
Joey ndiwe next kuChikurubhi .Ungatengesere vanhu mastand epafarm yemurungu akaenda kunoshanya abroad.Urizimbavha.So far pane 2 vabudikira with evidence varikudealer na Wiseman Harry .Vemastand batai Wiseman please haasi ghost anokubatsirai kureporter zigororo iri