I have promised vanhu vari kundipa mabasa kuti handichanetsane nevanhu im sorry my bosses allow me to address this issue mari ingatogara zvayo madam boss is my sister and vanhu they take advantage hapindure but munhuwo ane mafeelings ,dont you think munozozvinyanya here vanhu..
1)tate paaccident yakaita madamboss wakati it was fake hakuna accident yaitika but i went there personally uri iwe waiva watanga futi kuti madamboss afa paaccident
Ndokufarira zvekuti tate bur haude kusekererwa yes unoita zveguhwa but unonyepesa
2)itya mazita auri kutaura iyawo guys why cant you celebrate with tyra for once you are one of the people aiti akatengesa chibereko Nigeria izezvi azvara makutaura izvi hindava asi nhai tate?
3)evidence doreen kana akapiwa mari kuratidzwa akadii kuri bidisa
Evidence you were blackmailing tyra hanzi ndine nyaya dzako ndipe 10k ,akakupai wani go ahead kuti kana mune nyaya buditsai
4)kana uri sazuva unotopenga wakarambwa mapirikisis rutatu jongwe risati rarira..even ana bongo even first hubby yako unorambwa sembwa neZvikomba zvako unenge une sare but kumunhu anogocha nyini zuva nezuva kasi yakatsva yakashisha here yako inosemwa nevarume
Pana madamboss ndomira pamukaha
Mazigadzi asing nyare manje uyo ndewe nyasha mucharwadziwa mugopora maziroyiZvisina v11 handiwanikwepo sei amai ava nyaya dzavo aringori mahanzi handisati ndamboona pakambobuda evidence angori ma hanzi nekuda kwenyu nyaya dzake sei musingaunze v11 tifambirane ,Koimi sisi vekuchemera X how far inga makati kwazvarwa ndozouya mangoti ziiUyu wamunoti evidence hazvishamisi kuti sei achi mamiswa nguva dzese, ende hasati atanga ndiye munhu 1 achafira mumaoko evanhuChero mukataura zvinengei kana pasina ma v11 izero,mucharwadziwa kusvika matii ziii henyuEne muchati morwadziwa henyu ana batanya hamusati. Ziva zvekuora kwe b*che re silicon zvakakuita kuti utambire birthday pamubhedha wekuchipataraAwawo wakuchinja hanzi ndouya mwana adonha guvhu kutoshaya kuti dzirimo here dzakakwana kuita kurwadzirwa zimunhu rakarambwa palive yezi cousin rake. Unotoita kunyarira munhu