Panyaya ye DNA yanezuro Tinashe Mugabe you were very wrong 1 day vanhu vachakuvadzana ukaita witness hako ku court, vakaita zviri un professional kukuchidzira vanhTinashe Mugabe kuda maViews er shuwa ungasiye vanhu vachitukana nekinetsana uripo wakanyarara kudaro kana kumnogadzirisa hake kutowedzera kubvunza mbvunzo hezvo vanhu vakazosvka pakurovana show of immaturit hapana kana chawakagadzirisa hako usadato