๐๐๐๐๐๐๐are you ready for a movie . Production is underway . Ma zimbo mune ma jokes . Two days after jere makutoburitsa movie. Call me a hater but munozviwanza kuda kutipa pressure isina basa . I think her level of crazy has multiplied since she got out. We need to brace ourselves for the impact.One day in Jail is a trauma my sister and let her tell her own story. I spent two years inside and its my dream to write a book of my story and How God played a big role in my life till my release wen all charges got dropped. Its not an easy thing to be separated from your family.I think her level of crazy has multiplied since she got out. We
Matigimu wofarira ghost achifunga kuti ndimurefu๐๐คฃ๐คฃ๐คฃ maiwe kaniiii ndazviona ndikaseka ndega kuti matigimu ati ndapinda kudairwa najar praiser Anopenga wamunoti matigimu uyu akuda kuita rough n kuda ku posta maitt kut vanhu vamupe ma likes
Zvinyadzi zvaramba kubuda kaa nechirungu 10+ years in Ireland but munhu achine accent ye kuBuhera plus chi character cheku Highfiridzi Pachirungu I salute Sabina , simba chikanza na Olinda vane ma British accent Chirungu cha kettina na Chris gango chairoUnoda aiwanepi British accent iye ari mukaranga mukwane imi mu nadzo accent dzechi British
Zvinyadzi zvaramba kubuda kaa nechirungu 10+ years in Ireland but munhu achine accent ye kuBuhera plus chi character cheku Highfiridzi Pachirungu I salute Sabina , simba chikanza na Olinda vane ma British accent Chirungu cha kettina na Chris gango chairoUnoda aiwanepi British accent iye ari mukaranga mukwane imi mu nadzo accent dzechi British
Huya ka paGround kana waka penga, deep down uri kunyatso ziva kuti wamamira... Kana wakapenga lander muZim nhasi or mangwana... This time ndopaucha ziva kuti Mercy haasi Mutsvene.... Takambo kuudza kuti kangoma kana koririsa kanenge koda kupaduka hezvoo unotonya chete gwendo gwunoMadii makwana nhy baba imi kuna Mutarisi waita mwana mudiki haaitirwe zvichihwai hwai unokuvara mugame....ziva zvekuita ana ngeiiiiii uko zvawaudzwa mxmPaunouya zim Dai magunners nepolice vambokusiya uchifamba wega vasina kukuchengetedza tambowanawo mukana wekukumamisa mbichaniUnoswera uchiti handikwereta iwe Uri mukwereti mukuru kamukono ketsambar
Mutarisi too emotional kunge mukadzi ariku mwedzi!!! U paid insurance boys to cook papers and pay you but vakatariswa vese!
NEWS>>>From Mbare to Birmingham, this is the successful story of Silent Killa as he shows part of the money he was gifted by fans on his show in Birmingham. Finally, hard work pays off.
KWAYEDZA inomira nenyaya yayo yayakaburitsa nguva yadarika pamusoro peanozviti muporofita wekuChitungwiza – Madzibaba Bond Gumira Jnr – uyo akaenda kunozvipira kumapurisa ekwaZiko, kwaSeke, achiti ari kutambudzwa nemweya wemunhu waanoti akauraya. Bond ane sowe kuUnit N, kuChitungwiza, uye anonzi aivhetemetsa motokari iyi zvikaita kuti vanhu vavhunduke ndokudzvamuka panzvimbo iyi vachitiza vachitya kutsikwa. “Nekuda kwemaitiro ake, mapurisa vakazoziviswa nezvenyaya iyi ndokuonekwa kuti aivawo nepfuti yerudzi rweFN Browning Pistol iyo mapurisa vakabatsirwa kuiwana nemurume anonzi
Kura Muchindarume pepuka kupfambi hakuna mapfihwa ikapera unodzingwa sembwa ๐ Kwahi vakabatirwa chihure namadam saka iyo madam yainge yotopacker mabag kuti irove pasi๐๐๐Ndozvinoita chihure .....makunyepera kuti depressed what what .....gutsikanai nemukadzi wenyu maruva enyika haaperi....munopera nawo mabishu. Mambo Dhuterere said "Have been turning down booking 'n' invitations zvaita kuti vamwe vave disappointed in me... forgive me ๐... Am down mentally, emotionally, spiritually depressed... Just need a little while to pick myself up, I WILL BE BACK ๐ ln God we trust...
Kkkkk iyi mbuya itsotsi I thought kuti ndini ndega ndinozviona inodya nemaporofita enhema anoibhadhara Mari. Kubatsira munobatsira zvenyu vamamoyo asi mune kahutsotsi mari yamakabhadharisa machembere edu 800dollars iya it's too much 16thousand rands kungoenda kukariba zvemazuva maviri umm mari iyoyo iri kundirwadza nanhasi plus imwe nyaya imbomirai kutiunzira maprofit efake kustudio mhani even nyaya dzimwe dzamunounza pamhepo dzinongopera tisina kunzwa kuti zvakazofamba sei pagadzirisei otherwise basa rinopera Caribbean Bay yavakaenda inodhura zvee nhaiwe plus activities organizers hiring t