.Firita vs Yeke mode 😂😂😂😂😂 Musapihwe pressure nababa vanonzi Wasu ava, iyo pikicha yechi 2 ndizvo zvaari muriwu life nematama anendebvu dzinoveurwa everyday na6am .
[Tarisai kuti vana venyu Havana kubirwawo here Waddilove High School vana vakabirwa matrunk echikafu achiendeswa musango zvichinodyirwa ikoko vosiya varasa izvi zvirikunzi zvakabiwa nemwana wemushandi wepaWaddilove aienda kumadorms onotakura matrunks achinogwejenura odya osiya arasa guys zvinhu zvakaoma takabva kuendesa vana musi uno but havasisina chikafu vatobirwa apa we are suffering. (Eldmore Chizema) why kusiya mwana wako achinoba chikafu chevana veboarding osiya arasa maunofirms nemabooks zvinorwadza kutenga haisi first time yake takambonzwa kuti akaba 200us yevamwewo madam vepaschool apa akapwanya mumbz akaba Principal nemaHeadmaster mukutii panyaya yakadai nyika yaoma but kana vana vemaworkers enyu vakubira vana vedu zvinorevei guys tarisai kuti vana venyu vanezvikwanisiro here
Mwanangu chirega kubatana nababa avo...vanodisa vakadzi purasi havagoni kuimba😴😴Varume vemagitare havagari nevakadzi bvunza Mai Keketso,Orinda naMai Titi vakazvizama kaviri😥😥
Mwana ane tsika uyu ndoshaya kuti akatemerwei nemabhodhoro kwamutare abva anyatsoti makadii baba macheso nayewo ane respect dai ari umwe aramba akamira Makhadzi siyakhuthanda kakhulu❤️❤️❤️
rIye anombonyatsoimba music type ipi ..ane gospel song yaakandigonera ..wozoona akuita jiti ...kusanganisa music semasanganisiro aanoita vanhu misoro nezvikweret Zvekuti ini ndinopenga ndonzi mai tt vanhu vaakuzviziva vaakudawo zvimwe uk 🇬🇧 people havachada
Ketty huya neV11 reku Finland raNonsi wacho zvichingopera ndoda kurara ini aaaaah iwe hatidi munhu anoda kunyepera kuzungaira apa usina kunzwa zita coz akataura Nonsi pane imwe live yake yakmboita kana ndisina kuresva kunzwa akati murume munhu wacho why usingauyi neV11 panyaya dzine rukosho rwakadaro .
Veduweeeee help me understand what was the DNA for 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 because Samanyanga varipachena kaaaa ava
Kumabvuku uko itai order tete munangwarira munobirwa apo haa nhasi ndazobvuma kuti tete tilder icelebrity povo yanga ichingodeedzera mama tilder vane rasta chorema chimkadzi ichi asi nhaimi zvipoko ko hapana ati awana pic yamoms vakonzeresa matya kumwana
Chikitsi ungati ndihousegirl waOlinda.Hameno zvaingori so picture iyi.😎😎Chitsvinyo manyama😂😂😂apo kwaibvigwa Katsi. But OC kutsvinya anombozama zvake🤦a thunderous clapback after Katsi yadenha ichiti OC hauna dhenhi svinu , when I came to the UK wakaramba kuti ndiuye kudhenhi kwako ukati let's meet kurestaurant , waitonyara nepadhenhi pako, The Cat did a live and a half about kurambirwa kuzoonera OC kudhenhi kwake, a few hours later, OC kwakupindura neicho😂😂😂😂 just those two lines🙅
Garai matenga macabbage nehuni.Hausisina mazuva kettina even muporofita muhombe Oros akaona rufu rwako last year.Kettina imbonoshandirwa why vanhu vese asisade kutamba newe .cookie team ireland apana anokuda.amai vako havana hembe asi.waitenga hufrend kuna felie uchmutengera majackets asi mai vako chaivo vane jacket 1 randongoona vakapfeka mu salon.Urikufunga kut ukataura chiranga mapenzi uchatrender here pano togona kuku blue ticker ukaswera wapengerereka kupage kwako ikoko.