Rufaro nemanakiro awakaita aya wochaiswa mapoto naJah prayzer kana achikuda adii kukunyala \ muchato nekut nhasi mukafuma marambana hapana chako nevana vese 5 wawakamuzvarira ane hutsinye murume uyu tikasvika June asina kuronga zvemuchato musiye haana future murume uyu busy kuhura chete.
Stop comparing Wink D nemunhu anonyorerwa ma lyrics namaBrijoMasongs aJP wenyu uyu anoda uchirowa Bute pamwe unomanzwisisa.
Cousin Rose musazoti maitwa body shaming murimi munoti ratidza pane muganhu wejojo nezvidya... Ukasaudzwa chokwadi nezvipoko hapana umwe anokuudza, know your body uzive zvekupfeka.. This outfit 🤔🤔
Noise inoitwa naWorinda zvaku maker senseğŸ˜Rega mbuya tea hobvu vachemere Dziva 😜😋
Tiri panyaya yezvikwereti Vekwa Papa Magaya Vakabirwa mari Dzema cluster house and Stands endai mu town munobvunza dzema stand dziye.
Kukura kurikuramba isu ama 2k tozodii kana mbuya iyi isingade kukura inga uchirikungosvirisaaa wani netudhara twako tuchembere turungu tuye munhu wepi asingagute mbor* .chimbuya ichi choda mbiri asi zvikuramba
Icho chewhite chiri kutidongorera apo chiiko asi pane abirwa chikwama chikavigwa ipapo oro zijindadzi rebra🙆🤣🤣🤣ZvaMai Tt ikiya kiya chaiyo manje mukore uno munhu anozviti ndiye aneyese ungasungirire mazihanisi ewhite mukati my ehembe yeblack ? 🤥apa zibody ziguru bodice idiki 🤣🤣🤣iyapo kunenge kuchinzi ndakavulaya mucheno🙄Apo ruoko serwuchabva nekukwiridzira chidhirezi kuvhara zibhuraa🙄Go Mura Go💪
Amai T dzidzisai baT chirungu nekupfeka zvakanaka sure ndakavanyarira kuUK wakungoti diss diss Nox akazopinda busy nekutambidzwa mic 🤣🤣🤣🤣🤣👂ğŸƒğŸƒ
Yah UK mune Mari dzenyu show after Show ko kamuchacha abviswa pa list inga Anonogara kupi akauya kwaRose nekwa tete hakuchayendeka.By now Gilbert anofanirwa akatomusiya .chikiti che WiFiZvekuti ini ndinopenga ndonzi mai tt vanhu vaakuzviziva vaakudawo zvimwe
Manje nevana vose ava muchakwane here MuGD6 nhai Seh Calaz