Zimbabwean Women Why Bashing Vamwe Vakadzi Ketina And Patricia Instead Dai Mabatsira Aenda Kuhospital Than Kuseka Chinena Chemwana

Haa asi qonfused nemanakiro ako nebhosvo rako riri clean ,shuwa nunu kuzvimba yemusikana kusvuuka kuita maronda wapindwa nei nhai qony?qonfafa?kudya tsvina dziya πŸ€”I dnt know how you guys are concluding kuti ndeche mskana uya. Video rakabatanidzwa zvaikozvino v11 ndere mface zvekubatanidzirawo kuda kuwachisa mskana ratovawo drama haro.He's qounfuzed sezita rakeπŸ˜…πŸ˜…πŸ˜…πŸ˜… kusatya kwake kunyudza muNunu yakaora kudaroChero rangu ndaritarisa ndikaona kuti iye zvarakanakaSaka tatowirirana senyika kuti tisekerere vanhu vachiita zvinyadzi zvakadaro isu totovaita maCelebrity..Ndiwo anonzi makunakuna kaaya..Kana anaMbuya nanaSekuru vakamuka kuvakafa vanotii nemashura akadai..Vakadzi vakuru kutonzwa kuti zvinoshamisa Ivo vaine varume mudzimba munofunga kuti varume venyu vanotii nekushingirira kwavanoita kukushandirai nekukuchengetai...Manje manje magadzi asina hunhu uchaaona akuita maCompetition kuisa zvinhu zvavo pachena..Shohwera yakaenda kupi nhai mwari..It's high time vanosenda zvinyadzi vasungwe mhani..Nyika imo ine maMorals and respect...Haaa munonyadzisa mhani ..Makaberekwa kune vanhu here or Makaberekwa mukapururudzwa nembwa dzanga dzabva kuzvarawo..Chinonakidza chii pakuona zvinhu zvemunhu muinazvo kumba..Vakadzi makutotiza dzimba muchitsvagana nezvinhu zvisina basa kunge munhu akutsvaga mukadzi wekuroora mumochari..Iyo zvino you are reducing men because makatadza kubata dzimba dzenyu zvakanaka makuda kukwezva vakagara zvakanaka nevarume vavo kuti heeeeee vane hombe ndivo varume I'm mine zvihombe zvipiko munenge makasenga zvimapurasitiki muhembe muchiita kunge mine zvihombe apo mukati makaora marata emabhazi ekwamunhenzva..Sorry kune wandabira account yake but varume udzai zvipiko izvo chomwadi musazvisekerere zvinopinda nemapere mukerereke izvo....Tibvirei apa...Ndimi munotori neConfusion kuteera munhu ariConfused.Hombe ndidzo dzirimudzimba menyu..Idyai idzodzo

  • Share: