Haanawo kana maGo fund for helpless,kana ka peoples homes😢chake kudya chete mmmHanti ndimi munoendako kumapage avo muchinowokera mbiri yavo inobva kwamuri 😀so tambai mese mujairaneamuudze Slay Queen izvozvo...udzai anomupa mari wacho😔😔munoda kuti akapihwa mari oramba hre🤷🤣🤣🤣inorambika hre mariHanti munomu posta daily muchimurumbidza here queen of swagger wenyu uyu muchiziva Kuti imbavhaSiyai mwana agohwesa bhora rake 🥱🥱🥱iwe ungarambe here Kana watengwerwa
Let's all vote in numbers tibvise dambudzo