Vanhu voti Problem ina Ketina haasi kuona kuti munhu wearing kutamba naye Maitt achiti shamwari ane mademoiselle and she is the one aita ketty after seasonal kukwana in the name yekumira neshamwari .I tell you ketty siya maitt and follow vanhu chaivo vanoita zvinovaka unosvika kure .
Demon remains tt richakudonhedza pasi .Ketty appreciate samaz Rue nyangwe zvadii another hambozomutuka bur maitt munhu wese vanorwa naye.