Vanhu varamba kuenda kumabiko embavha
Only the gullible and the coerced ones showed up
Ko asi nhasi hamuna kutenga chicken inn?
Ko mabhazi anonoka kuavika here?
Zanu PF and the ZBC are not posting aerial photos like they normally do pama rallies ekumusha which they sometimes doctor anyway
Ground richatozozara nguva yebhora pamwe
Tingai TioneVese varikuti stadium yakazara show us the photos simple
Makamirira kuti FAZ i gadzire maphoto nephotoshop kaKo vadii kunoitira kuUzumba hanty ndiko kunevanhu vakavavhotera hereMabvuku munodadisa henyu,maenda futi kunodya huku?