Vese varikufunga kundotsvaga varume kuZCC let me tell you some of the things zvamunogona kunge musingazive muende makuziva zvamuchasangana nazvo.
*1. kuZCC unofongoreswa wobairwa pipe/chidhozo kumukosh0 votutira 20 litre yemvura inemasamba etanganda or washing powder zvinorwadza zvekuti bhee kupfuura kuzvara.
*2. Kune yavanoti mvura yechiwacho 5litres yemvura inodziya inoiswa munyu nehalf cup of fresh milk unofanira kumwa woipedza within 30mins kuti iite pressure yekukupazhisa.
*3. Kune inonzi tanganda yekurutsisa yekuti unogona kurutsa kusvika chirakaraka chakuoneka.
*4Kune rinonzi Jekiseni haa iro rinobaya munhu kusvika akujuja ropa
*5. Kana urikumwedzi its easy kuti vanhu vose vazive cz unogadzikwa kunze kwedariro during the service.
*6 Kana uriwemadlo uku haungakundi nekuti kunombaitsanyiwa kana ka4 per week.
*7 Kana wakasvirwA haupindi pamaghedhe usina kudura kuvadzidzisi. No sviro for 7days kana makatarisana neUngano chero makaroorana
*8 Kana usina kusimba panyaya dzekupa gara warega nekuti muchagara muchirwa nemurume they don't mind kubata murairo nemari yese inenge irimumba kana yavanguva yekurwa kwakanaka or Farikanyai 😂
* 9 Kufukira mapepa plus manheru vanovhara mahwindo ese vopisa manewspaper imba yese yozara chiutsi kana usina kusimba unosafoketa
*10 Unogona kupiwa raviro yeJorodhani na3am
NB zvese zvandareva izvi its not by choice but a must!!
Muchivaona kunaka kudaro mikosh0 haichina mabrake nekutungirwa mapipe, manheru vanovhara mahwindo ese vopisa manewspepa imba yese yozara chiutsi unoita kunge uchasafoketa 😂ZCC ma1 kani Apo mborooooo tuma pegs zvavo…twasvava kupedzwa neTangandaWataura chokwadi
Im a victim of kudhozwa ne20litre ine tanganda 😭😭😭😭😭 ndakarwadziwa ndakachema kuti Mwari ndisazopfuura futi nepakadai👏👏
I also pass thru jekiseni😭😭😭haa God i thought ndapererwa nehupenyu,the pain kani😭😭
Ndakapfuura nepatanganda tea 20cups 😭😭😭
All i can say after these is ndakabva ndapora😭😭❤❤👏👏