Vakadzi Va Mike Chimombe AAG Makagona Makati Anwe Mapiritsi Everyday Nekumufeeder Bota Rine Dovi Nesadza Nemapotatoes Aiwa Chagwinya Mazuvano Senyika Tirikufara

Makagona mukadotaura naye kuti anwe maPiritsi daily huye kudhla porridge rine mukaka nemargarina. Wapicker mukomana kana ganda rava kuvaimira. Muzvezve unongoda piritsi neporridge chete chete.As long as uchirikurarama chete handione use yekuseka urwere hwemumwe munhu even you zvogona kungokuwana anytime be carefulGore rino kufa munhu chete unenge watesta munhu nemaziso otobuda nema results ari negative waona dudu chaiye kkkkkkkKana urimkadzi sekera mdende vakadzi ndovakutosekera mdenga apa munevana vamusingatozivi kut ramangwana ravo vachazovei.Zvekusvoropodza izvi zvoda vaya vasingazvari havo ,kanavakafa kare coz as long urimupenyu ramangwana haurizivi chenjerai mamwe mashoko amumotaura .Its only in a Zimbabweans mindset where u find the slightest desire to laugh at someone's illness 🤔🤔

Asi kwamunobva hakuna vanhu vanorwara here?

Comment section yakatozara varwere vepfungwa vasingazive kuti kurwara kwemunhu hakusekwe aargh

Im utterly disguted

  • Share: