Tytan Ngochani Olinda Ofumura Zimbabwean Women Chokwadi Tinoroorwa Naniko Varume Vese Dzave Ngochani

Ini zvimwe zvose handinaye nazvo but zvondigwadza inini hangu veduwe ndezvekuti ndicharoorwa Nani nhai varume vose zvavapera kudai,,,shuwa nekunaka kwatytan oitwa bakers inn haaa boys mhani

 

 

 

She lies Olinda Ane problem ko zvinoita kwaenda kwacho stunner is worse pachihure she must live Tytan in peace mukadzi uyo kuhura zvakapusa iye chete ndiye anotadzirwaMarriage inongodawo munhu ane vibe so u do everything together mukada kupenga kunakidzwa and so many things, but

 

 

 

 

Titus ane kakuzvida kakuda kuzviita dhara so kakuda kudzikama kema holier than thou.. life is too short kana zvirizvo zvinofadza moyo bhoo. Nyaya dzevaviri dzinonetsa

 

 

 

Olinda olinda wadii kusiya tytan aenda chinyararire hautogone kuvhara hapwa for the sake of nandi ,nandi ari kukura achasangana nazvo unoda afeele seiko apa waratidza kusafunga

  • Share: