Sis Melly Vochemedzwa Namuchembere Soko Vati Melly Buda MuUk Uende Kune Vana Nemurume Woitira Depression Ikoko

Melly chidzoka kumba kuvanašŸ˜ŒMachembere Aya dai achimbosiya izvi vakweshe vacheche nhova.Ndoona sekunge mweya wekuhukeyi unemhepo kuno kuAfrica toti inzara manje kuhukeyi chave chiii chembere dzakudai so ingoz here

 

Ma felebrity aya matauriro avanoita v11 ungatoti ndere kubvisa hurumende. Izvozvi munhu haazivi kune certificate rake reO level asi fon izere nyaya dzevanhu vaakazivira pa Facebook šŸ¤£šŸ¤£šŸ¤£

 

Kurai vana mbuya imi...ini pano ndakutonyara kuita drama rakadai because I feel kuti ndakura...ko ma2k ozodii mukaita izvi

 

Ehe Melly ngaachidzokera anozoita depression mumba mevanhu. Everything in moderation, don’t overstay your welcome šŸ™

  • Share: