Seh Calaz Onzi Urikuendawo Kujeri Nenyaya Yekusabhadhara Maintainance Uchingozvarisa Vanhu Mushure Mekunge Ati Macelebrity Murikufara Chii Nekusungwa KwaMaitt

I never knew kuti ndichasvika zuva randinoona vanhu nehuwandu hwavo ,worse vanhurume wishing some1 bad kufara kuenda kujeri kwemumwe munhu ,vamwe saying even akafa she deserves it ,asi tine shuwa shuwa here? Hatisati tambovhara vanhu?hatisati tambo faker life? Hatisati tambotuka?hatisati tamboshora vamwe nekuzvikudza? Sure unosvika pakuda just because of hee tiri ve this family hee vamwe this family ,or jus because you don like character yemunhu and 98% of hamuna kumbobvira makaonana kusanganga kana kuzivana.Tosw We are perfect ,pakukupai entertainment sometimes tinopfurira but i think as our fans and followers munofanha kutotidzora ,most of us we have said or sang zvinhu kufadza chaunga ,asi now we regret mamwe mashoko ataibuditsa.Hapana akachena pano zvekutoti titoisa makumbo mudenga kurarapasi kuseka,haa wangu mangwana hapana aneruzivo rwepatichabudira.Siistren be strong and Mwari vakusimbise nemhuri yekwako and your kids .It shal be well #Zvichanaka

  • Share: