Qounfuzed Girl Evelyn Oti Mazimbabwean Ndiregerereiwo Ndakusiyai Mutyitya Chiweti Changu Ndakarumwa Nemagoo Kwandai Swimmer Mwana Anezvivindi Xvekubvisa Kana Munangagwa Pachigaro

Zvanzi na Evelyn wa Quonfuzed ndiregerereiwo nekukuonesai chinhu chakazvimba,chakamarika marika uye chakaora kunge Zanu PF 

Munoti kudii nazvo?She traumatized us with her muriwo aaah mukati macho kuita kunge zvinyama nyama zvekumatadza 🙄🙄🙄🙄Kkkk varume vanhamo unongosvika uchinyika muromo ipapo pliz tangai mavheneka ndokutodzidza ukuChinhu chiye kuita kuwora iko kuzvimba yooo vanhu varikuwora vachifambaTatenda Moyo uyo kana Mnangagwa anomubvisa pachigaro ari ega ,Zvivindi zvakadai hazviko😂😂

  • Share: