IPanhau yese iyi I blame Madam boss 😫. Kurongeka kwake too much kwapinza mumwe panyanga dzamushore nekusada kukundwa 🤣🤣🤣🤣Kurongekei vese had or have mental health, endorsments aya avaiita zuvaly congrads umwe neuko haa brand ambassador wechakati nhadi mai tt 2moro tarisai
Ndege umwe nhasi waenda nigeria 2moro umwe tanzania umwe nhasi botswana umwe 2moro SA umwe nhasi foto shoot umwe mangwana
All that was madness mental health
All those endorsments & trips hapana ane imba yake vaitoita competition yokuroja kuma dale dale vese no stable income kunze kwe ma donations nema zuvaly congrads
Tarisai tries to be happy but she is insecure ,ane fear of the unknown
Mjolo vese were up for it no smoke without fire zva tarisai zva feli it was wifi style
These 2 ladies broke pple 's homes ne pressure
Mwari vane nguva yavo to stop it
Umwe ava ku chikurubi
Umwe ari kupika jere akapfeka hembe dzake ari mumba ma sisi vake nemimba isina wokuyemera
Tarisai na Feli ngoma yanga yoririsa