Can someone forward this massge to Olinda ,
Olinda Uri benzi ,chairo , nhas ndopawava kutumura murume wako nekuda kwekuty unoda kudzokerana Na ex wako Uri duzvi chairo hauna kukwana , ko zvawakura Wani wadii wakura pfungwa kwete kukura mazinyama iwayo unofunga kuty ndian angakuda kana yaisava mari yaunayo ,
ex wako haana chaarikuda kwauri kunze kwemari yaarikuda kukupukuta kekupedzisira uchenjere kuzochema fty , zvawaita izvo zvinoitwa nevana kwete iwe chembere yachena pamberi kudaro busy , kuchinja varume sehembe , kurai imi mbuya , Tytan was managing u , are not even ashemed of yurself Ku discusser murume wako waune mwana naye xvakapusa kudaro ,
uribenzi iwe chembere iwe , wakabatirira mwana kuty akuroore nhas ex wako madzokerana , ndinonamatira kuty iye ex iyeye this time akusiye Wafa Chaiko ne stress coz haubatsire all u know is to exchange man like a dog stupid wandigumbura iwe Mbuya teaMxm
Orinda ure childish u shud have learnt btr bt now mangwana uchadzoka uchit chero ndadzokera naye ndibaba vemwana wangu... Yet iwewe ndiwe watenge takut uri benziOlinda akapusa last number,
Dziva is after money and a better life chete. His exes Pokello and Dyonne varikudanana nevanhu vane mari so he planned kudzokera kunaOlinda for soft life chete. All he wants is partying and wearing designer clothes