These guy was sent to free us I don't know him personally but from these pics you can see kuti munhu anoterera um sure he was the brain for tsvangirayiHe is an ordinary citizen like you and me .
He has been there pafrontline kubva kare.He decided to put his life on the line zvinotadzikwa netumwe tuvarume turi pano.Chavo kungopopota nekumuti hee ari weak ,hee chino.If you were to be asked to step in his shoes waizvikwanisa here? .
What have you also done iwewe as a citizen of Zimbabwe kunze kwekungoshora zvacho zvaitwawo neumwe citizen akafanana newe?Ini as a citizen i admit handinawo plan so the least I can do is to support and thank him for all his efforts nyangwe zvaenda nepamwe.Thank you Nelson Chamisa for being brave enough to try and do something Majority it's Zimbabweans otonzwa mumwe achiti pamberi neZanu