Mainini kana moenda nekeke rine outfit yekujere musandisiyewo toda kunofara pamwe namhamha vedu 🐈 🐈🐈😂🤣🤣🤣kkkkk wasu ndiye akupfeka maautifiti her tenzi sure hatingqmbotengiVanhu vanoty ngochani adzidiwe mu Zimbabwe inga wasu arimo wani mu zim apana zvakuitwaNdibvunzewo veduwe Wasu murume hre Kana Kuti mukadzi handimunzwisis shuwa