Tyra Chikocho What is good about this morning mu Zimbabwe ๐ฟ๐ผ. ..
Ma hospital emu Zimbabwe ava ma death traps because of Zanupf..Vanhu vazhinji vapera kupondwa ku joni vachitiza economic hardships dzakonzerwa ne Zanupf...
How many people have died muma bad roads emu Zimbabwe, yet Zanupf is looting millions worth of minerals everyday!
The country is bleeding iwe womuka uchiti "good morning Zimbabwe "uri kusvotesa ani?
My heart bleeds for Zimbabwe ๐ฟ๐ผ ๐ญ๐She's a Zanu uyo kambwa kemunhu
Akagara achidya nayo but asingazvibuditse .Yahwina kaa vacharamba vachidya nayo the rest muchasokola zvenyu dzimwe 5 years dzekutambura ivo vachiwana zvavanoda
Futseke tarisai iwe wakagezepi akati bleach kugeza ndiani inga une mhezi kumeso Wani? Kwana woti kusadzidza woti dzungu nxaVanoshayawo ana madam boss venyu ava ๐ฎDai maigeza fungwa dze bleaching dzaizobvepi nxaaa mazi garo enyika
Trya akuenderera vanhu muchimusekerera pfambi yemunhu. Uripano madam boss dzikama haumbofe wanzwa. Zvinokupa kukwirwa newese akupa basa musater nyocoAna madam boss vanofunga kuti bleaching ndiko kugeza nxaaa that gy he is clean