Kusiri kumboti Chirungu but Micky zvake is not intelligent. Akawandira kunamai vake and the parents need to identify her talent and help her nurture it achiri mudiki so otherwise she is not sharp mwana uya, ACADEMICALLY hapana hapana. Akatosiyana nezvinana Tt zviya zvina mai benzi zvazvo but chikoro zvinorova. I think Mickey waTyra anopinda mulevel raMickey wekuMadhumbe uya , kahuslow, kahudofo, lack of confidence kahupassive. Vanoda a different approach otherwise they will be just finešHakusi kuvenga uye hatisi kurwa, kungotaurawo mafacts.