Ketina Tytan Oda Kuzviuraya Ouraya Mwana Handiuye Nev11 Rekunyeba Inini

I told you kuti urikurongerwa dhende ukakandiita bharanzi ukaiswa palive ??? How far? I stand with mbuya tea hobvu. Munonyanya kuda kudya zvevapfupi nekureba 🤣🤣 endai ku leave in job musiye munhu nemari yake

 

 

Ini handibuditse fake nyaya tikazogara I told u tea hobvu aiyenda ku s.a kunorara na 40 year old teenager many times but maiti ignowa wani tichitaura uchaiswa mujeri nekuda zvemahara!

 

 

Titanic wakaudzwa wani kuti handichadi ukathreatener kuzviuraya nekuuraya mwana bvuma kurambwa iweSaka haana kubatira mbuya tea hobvu Tsotso here

 

Apo asiwa muromo wakuita kunge akisa stove dai vakadzi vafa tazorora veduwe 😭😭😭😭😭Hapana mukadzi ane mazamu ari kubuda mukaka here kana ari kubuda lacto zvayo ayamwise Tytan Chidemhe

  • Share: