Ketina Seka Urema Wafa Otukwa Nemadzimai Akawabda Usatukire Vanhu Hurema Hwawo Zvichakuwanawo Iwee

Problem yake ndeyekuti anofunga kuti sezvo ari normal hapana chinogona kumubata akasaita hurema we have a lot of people who became disabled vakura nekuda kwezvakasiyana siyana,natural health complications and injuries from an accident can cause

 

 

 

disability wachembera kudai you might even lose your ability to talk too much wongorohwa ne stroke inoomesa face yese zvekuti unenge wakungobuda rute usingachagone kumedza mate

 

 

 

Tikamutuka vouya mafollowers ake vachipopota this woman is heartless as if iye asina vana I blame the people that applaud her I hate people who go as far as mocking any child it's bad 🚮

  • Share: