Nhasi ndarota muchachilo hope dzedoro 🤣🤣
How many more months and days?Very heartless may the almighty continue to protect Felie 🙏🙏🙏🙏🙏 l used to have a friend who is very heartless like you but Mwari havadhakwe Felistas achabuda pakawoma se bukira
#MUTSVENE WACHO NDIYANI????Kutamba ndega kuri nane pane shamwari inowenga munhu kudai iiii zvakaoma hazvoUsavimbe nemhunhu sisi akaimba hke Mathias mhere kubva apa ndakadzidza kutamba nevana vangu 🤷♀️🤷♀️We miss Felly, no buzzing in the streets. Mwana ane content uya and she is multi talented. God bless her wherever she is.🙏❤️❤️Mukufamba tarisai dzamunoti shamwari coz dzimwe dzinouya mulife mako kuti dzikuwisire pasi ndonamatira felly na tayra vanowirirana mu hupenyu kwete zvimwe zvese izvi nyoka irinani pane mhepo ye augustMuhupenyu wakangoziwa Kuti Hakuna chinonzi best friend ndofunga tinobatsirika chaizvo wadya here Shamwari yangu shame nonsenseAll I know each dog has its day and God for us all .We all sinners and sin differently. Karma never looses its address for those that have caused pain for us