Joey Tells Maitt Con woman tsotsi kuti
Guys do u know kuti round Chinhu chinorwadza kuunganidza iwe wopiwa wotanga kuita huroyi pamari yemunhu, people should learn to respect mari dzevanhu period , mari yemunhu iropa, vanhu vanosungwa i fraud iyi musaite majokes pamari dzevanhu . Iwe unopiwa wotenga chine musoro asingade kuita chine musoro ndiani, will Adress this issue later today , hutsinye Chaihwooo , munhu Anoshandira mari knows kurwadza kwayo mari haidyorwe muroad kunge Jecha, zvitraye Ku SMC tinokusungisa zuva rakacheka nyika
,