Live yaitwa na Jackie unochema Kani.shuwa hamuzode kusekerera lily nemurume wake futi saka muchaita sei
Ukaenda kupari une mukadzi akazvitakura wotagara wakabatira hana mumaoko kut anodzoka ari mupenyu here vese nemwana nekushaya zvikwanisiro
Mazimba ari mu s.a basa risina pay waiter..housegirl.. Uchishandira ma kula...uchigara pama traffic lights kuti uwane anokupa basa...vamwe vakutengesa maveg anokupa profit yemari kugara uchicheuka home affairs
Varikuenda nema COS vamwe avana ma hoursVamwe varikukwangaya but zvirinani wapindamo Haisi nyore basa roitwa nemahwindi kutsvaga macustomer kuBosman kupowerhouse Kuna forth copacabana..uchinonhonga magrapes uchipihwa.nzungu ku kapa...3000 rands wototi ndikutambira ndipo pane fees ndipo pane yerent amanaka
Vamwe vakuvharwa mari dzemukando ma Cos
Harare Mutown munhu wese akungotengesa ekuma ghetto ukada kuenda kuma cruise mahours acho akaoma asi hako uchiita mari varikubvako andisati ndamboona musvinu kana kutengawo stand nemari dzema cruise but zvirinani kuenda kana usina pekutangira uye une mukana ..
Bvunzai vagari vechitown kuti mvura yemutap inovhurwa sei zvakaoma kani
Java WAMURIKUPA.NYEMWE UYU MUCHISEKERERA HAMUSATI MANE NHAMO MAZIMBA KANA MAKUVHURIKA MUCHIFUNGIRA VAMWE MUCHADZIDZA KUBLUETICKER VANHU VANOUYA VACHIGANZA .
MUCHITI MBINGA HAAFE AKAMBOKUPA MARI KUTI OH BHADHARA FEES EZVINO MAGETSI ANZI ATANGA KUENDA SAKA MOTI TOSVIKEPI BABA RWIZI TANETA SHAMWARI CHIENDA HAKOVese vano follower Java madam boss kusatokwana vacho vanovafollower vachiudzwa kunzi saka muchaita sei havana mabasa nzara dzega basa rekuvhairirwa nevanhu varikukubirai munyika I would rather follow maSA or Nigeria than Zimbabweans handibate
MaZimba takadzungaira shuwa vanhu vakutambura kuZim Java anouya achikuvhairirai achitaura zvinorwadza apa he's part of the gold mafia and ZANU but u still keep following him muchimusekerera