Imi Vanhu Siyai Ketty Atuke Titi Nandi,Micky,Vana Vaketty Havasi Vana Here Vaitukwa Namaitt Vake Ndovari Special Manje Tongai zviri Fair

Zvikiti , Nandi haasi mwana here?koMicky, ko vana vaKetty so vaFeli ndovari special ,kuti vana vaPrince Charisi here? tongai zviri fair, akatukawo vevamwe iye Feli*Mai tt unsulting other people's parents....

*Zvikiti🗣 ...Yes go Mura ...

*Mai tt insulting other people's children ...

*Zvikiti ....🗣 yes yes go deaper Mura .

*ketty insulting Feli 's parents ...

*Zvikiti 🗣 musapinza vabereki ...

*Ketty insulting Feli's children ...

*Zvikiti ...🗣 ndokunonzi kurasika manje musatuke vana...

ndatozoona Feri aribho mafans ake ndoma bully and masasikamu.

  • Share: