Kasi kujeri hakubvumidzwe kongosheni blicho
Blambi inowondesa hona kamuchacha kusimba kwaiita , iyo mwedzi mishoma yaasiri kuchinjanisa mb£ro atosimba
Kambumba haaaaa kuchepa last. Dhipirizoni ikati wakandiisepi😂😂😂🙌Yahh kambumba kuita kuchepa🚮dhipirizoni ikati wakandisepi😂😂😂😂😂😂🙌🙌🙌
Tingaitire Godo munhu ari mujeri wandiri kuziva kuti akunorara mutsikidzi dai zviri kunzi abuda dzikamai catdunderheads